Munyori oti mbuya masiriri Lovenes Samaz moyo wavo wanga uchirwadziwa kuti Ketty why anga asiri kuda kupedzera maitt.
Apostle Sean ministry nechi mvenge mvenge hazvipindirani munhu Wamwari kuita seiko muchurch ukuu.
Hakuna Mukadzi anehushingi sehwa Mellisa Makwazha Na Carol wa Peter Dhewa Moyo .These 2 vave nechinguva vachidya sadza nemumvuri wehuku Ana daddy vachigara kwavo.
Evidence chihera ndozvinoita United bitter here izvi ndiwe unotanga musindo .sorry nekubhinwa kwawakamboita.
Hazvisisina kumira Beautiful anhuwoye🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ndakazvitaura kuti imba haisi yako thank you felly ppl vaitofunga kuti im jealous 😂😂please go deeper 🦓. ketty Taingovarufu wa wachiswa shamwari yangu wamama here shamwari wangu wasura here😂😂im not done wth u Tsvina pooooo🤮
Giribheti akamboenderawo ngoma dzeZion (Patricia )kuFb zvino kuti vakadanana proof hatisi kuiona ratove drama asi wakamboenderwawo , ukaona zvivarume zvinoendera vanhu kumainbox maseriel womanisers Chikiti paper 3 yakakumirira 😅😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Zvinhu zvacho Enchantress Natalie Ari kuendesa Maitt ku court nyaya yemota ne mari zvanzi 15k usd.fake life nezvikwereti dai aitora achiita zvinemusoro I
Baba Harare Why ?Hanzi that's why asingachawirirani naFaithy Candy coz Faith akuwirirana naTariro Gezi, Tariro ndiye akurara nabaHre, saka zvakurwadza maitt coz vakambodhumanisa zviweti naFather City
Home and away kachingosvirisa nyoro.Imwe ichibuda imwe ichipinda apa amwe masperm anenge achiri kutoyerera..Gambi kugara richingojurujwa kunge mwena wemajuru netype netype.Ndosaka kachingokosora kosora..Edzi yacho musanganiswa.Justice for gambi raChikitiðŸ˜
Mudiwa Cookie oudza Ketty go look for your father first before you talk to me you are hurting cozy wakasvipwa nekatsinsemasahwa.