Simba Chikore Bona Mugabe X Husband arikufarisa zvake Nekuti Mugabe Akafa ari madays amugabe answerable aita accidents afaa
(Mai tt vanhu vavanodya navo ndovachavauraya I remember Rue loveness achivaudza kuti information topiwa nevanhu varipedyo newe ndakuzvibvuma manje. KETTY why talking namaid wamaitt muchivanyeya
Lorain Guyo ndinyengeiwo wakambotsiurwa nyaya yako yekudanana nevarume vevanhu izvezvi wave kungorara pese pese .Tatelicious Homwe yemadzitateguru yakataura.
Tallyn Ndudzo osekwa hake kunzi hakuna 27 year old yakadai she looks 40-45years old and onzi stop this filter thing.
Vanhu voti Tyra anoremera mastreets honai malikes chete kukunda mai tt time 20 Maitt dzangove nharo valera zvavo .
Munyori oti maizviziva here kuti MbudziYadhura Ndiye Murume watete Tilda musi wa 3 August's wanenge vane 29years wari murudo .isu toti order Tete vane murume wavo this is a lie let's respect our elders
Either akatiroya Mazimbabwean ngaatinzwirewo tsitsi vanhu kuenda kuchando kunopenga here . Zimbabwean woman based in UK 🇬🇧 has been arrested for Turning a White British man into her pet .
Mambo Dhuterere vakanyeperwa zvavo pakazara vanhu na Philip chiyangwa And Tino Machakaire Havana kumupa kana cent .Chiyangwa as usual promised kumupa stand Tino Machakaire promised kuvaka imba pastamd yaachapiwa na Philip.Ask Kapfupi chinyangwq akamunyeperawo zvestand.
Uyu Nusikana washugeta ane kakuchembera hameno kuti ku bleacher here or what Atori mbuya@zvake .Shugeta kuteyawo bag zvake.
Tinashe Mugabe DNA zvima skits izvo hanzi vanopa 40usd per couple .The more popular the show the more money you can make on performance royalty ndofunga mapabata ipapo.