1Ko iwe mhosva wainwa ma cocktail ese Ari 2 sei chi chakadaro 😱🙄🙄🙄 asi wakanaka hako ... Ndokudira kuti unoda Mai vako.
Mabrijo is slowly replacing Michael Jackson 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Zvino aibva batsirai mwana uyo asati aunduka kumeso.
Kaface kakaita kumenywa nestress. Rest from social media Feridhongo 😅
Mwari vanoisa vamwe vanhu mulife mako kuti vanyatsokuburitsa zvauri chaizvo chaizvo..Mungarambe sei zvikiti mugoita noise inengei asi chokwadi chaicho ndechekuti mungori in denial😂😂😂 .Mukadzi uyu ane hutsinye and magumo acho muchaanzwa zvenyu.Ketty ramba umire pachokwadi and senyika yeZimbabwe we thank you nekunyatsiratidza vanhu zvaari muroyi uyu.Ramba wakadzvanya Ketile.Zvimishonga zviya zvoputika.One munhu atonhodza kiti😂😂😂😂Dznagoonharo.
Ndakazvireva kuti unenge watengeserwa uchinzi uite mahips wanike wave nemhasuruChangamire is 'Fattyful' 🤣🤣🤣🤣 Chitopiwa macontacts naOlinda because because very soon unenge wakuda kutapudzwa iwe😂😂😂wazarisa, wawandisa 🤦chiruoko kuita sedumbu raEvidence kudaro. Basa kuita pamuromo uchitadza kuita maexercises ugadziridze nyama dzakungoenda nenyika idzi. Chibenzi🙄
Mai Dzabu🔥🤌 kastep kemunhu asina zvikwembi💃
Kana uchida kuona kuti dzungu aribhadhari study life iyi ikozvino anzwa nekuUnboxer ma fake designer vamwe vachidya cavier MU first class vakananga pa Dzubhai. Life inoda pole pole so kuti upinzwe machena.
Shema tv ko 8000 pounds ye go fund me wakaisepi. Ikozvino wakuti teki teki na gogo vari kuvakirwa zvavo imba nemuroora wavo, kuda ku shifter vanhu ku focus ye 8000 pounds yaka donatwa ne vanhu ve Uk. We want our moni wooo...
Ketty akanaka kudarika kamuchachilo asi nyaya yekuti wakanokora tsoka yafeli neya giribheti haizokupinzi pama1 here naikowo feli kanonyanya ungapinze ketty mumba mako
Fresh Kambucha Drink Zimbabwe irikungoramba ichindipa Chiremeraa 👊ðŸ¿ðŸ‘ŠðŸ¿ðŸ‘ŠðŸ¿ kana Mwari vada zvavo kuvhura hombe hapana zvamungazviita ðŸ‘ðŸ¿ðŸ‘ðŸ¿ðŸ‘🿠#Siyaimwanaaende#takaipfuura#maambassadormanyama Freeman said "Congratulations Baba,We want to see more of this in the Industry! Maitabasa Fresh Kambucha Drink Zimbabwe.