Ketty is a bully. Ukatengera munhu chikafu hazvirevi kuti you now own them. Saka Ichokwadi kuti unotenga ushamwariMupfudze zvaketty hazvidyiwe maienderei kunomuona mune nzara inoshambadzwa pano fish and chips yamakatengerwaNgochani yekutsholotsho iyi ,inondisemesa .Duzvi rako Nicolas .Shure yadhambambiswa ngezvombo zvevamwe varume
Lord we come to you at this hour May the 21st, tichisa murandakadzi wenyu Felistus Murata pamberi penyu as she face Jail tomorrow the 22nd. Hongu imbavha asi, mhuri dzinorarama kuburikidza naye dzakawandisa. Akasungwa maplatform anovharwa ishewangu. Deliver her from depression and silence nekuti kunyarara kwake kunouraya social media. Hakuna asingatadze, pindai mumoyo maJudge abvumirwe kubhadhara zvikwereti 100usd every month for the next 20yrs. Amen
Anzwa tyra dai Mwari amutungamira azvare zvakanaka.ndoraira mweya wegodo mweya usingade chakanak ushaiwe simba paurikuenda kuchurch musakanganwe kunamatira Tyra
Kana munhu agarisa pabasa anenge akutozviita mai vemba hanty.Udzai mai Bee vapote vachipfeka braa
.It's not make sure 🤔🤔 Sonja one mukadzi anodya norivha mukitchen chete kubedroom akanzi zviwonere..idya mayuwesi iwe madora haawuraye
Kachimisa makumbo anenge gonzo rinepolio unotuka mahouse girl uchituka vanhu vasina tyoro who are you nguruve ine kwashi let me tell you iwe rombekadzi iwe ndezve pano pasi kudenga hakuna 6 ft underground ndeyemunhu wese whether you are in a top 3 school in America or heaven Zvekuti ukutsvaga content is not a lie chi attention seeker chemunhu Gara pasi sit down kahenge henge
Dzangova nyadzi idzi kunge imbwa yasura bendekete nyoro wapihwa hako chikiti rich Andi vari kurwadziwa nemari ya Nelia yawamuvhara. Plus unonhuwa mhezi nemburwa ndosa zodwa abata mhuno pawada kuenda kwaari stop forcing yourself on zodwa dzosa mari ya neriya first zimbavhaIni hangu ndir muharii but Mura ndamunyarira veduwe ayitienderepiko zvaanga akungotenderera semusuzo urimu hovhorosi 😥waiendep iwe unotinyadzisa isu se cat familyðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜.
Heede kaSenzeni karikuglower wena kabvumwa nemereji.Chete vachiri pahoneymoon rega tigoona .Ini naMoreby takambobhebhesawo pano rudo ruchitsva asi zvakazongopera.
(Winky dzidzawo kubva kunaJah P haanyare nemukadzi wake.Takatomuona achitomukisser pastage...Iwe unoita kumuviga asi haaite kani kufamba naye??.Unodiiwo kungoita zvivindi zvaComic Pastor haatombozvitsvage zvese izvo anofamba naye mukadzi wake achitomukissa futi pajekerere zvakaoma zvakadaro.
Ngochani manyama dai Makopawo Emily na dumiso kugeza