Friday, May 08

General News

May 19, 2023

Davido Nigerian Singer Anonyadzisa Akakwira Wandi Ndlovu Pornstar Akamupa 200usd Wandi Oti Chiweti Cha Davido Chakatyoka Tyoka

Wandi Ndlovu southafrican pornstar and Davido Singer scandal  MacG’s podcast was hosting Wandi and she made claims that she serviced Nigerian superstar Davido. She explained all the internal details of his parts but said she was disappointed as she had thought she would get a better compensation and she was only given 200usd for davido a millionare.       

May 17, 2023

Something Is Cooking Madam Bos With Fant And Levels Vonzi Hope Mwana Haabude Akafafnana Na Fantan Hwanda Fluffy Belly

Something is cooking (Madamboss Riddim) Levels Production @Fantan @chillspot_recordz

May 17, 2023

Kana Pane Achiri Kuti Role Model Kuna Maitt Unoda Kurapiswa Pfungwa Chokwadi Fraudster Swindler

Pane achiri kuti my role model here tiende kuno murapisa pfungwa? Mbavha iyo, fraudster, swindler, kuzviroora nemari yekuba.  Kana achiripo hake anoti role model unofanira kuiswa kuvarwere ve pfungwa.  Quincy Manzvenge Chiranga Mapenzi Wiseman Harry Bailey Smith makadiiko pano. Back and bouncing here.

May 17, 2023

Zvamamanje Ketty Ndiye ArikuApisa Kurira Kukunda Maitt Numbers Don't Lie The Votes Vanhu Are Standing With Ketina Ramba Wakadzvanya

Zvamamanje ndiyani ane chimuti ...mai tt bho here nekunyarara or ashaiswa re muromo ne ngozi yekwa masomera...let's vote

May 17, 2023

Holyten Music Mukadzi Wake Kim Ane Nhumbu But Hapana Chichachinja First Born Yaveko And Ichengete Iwe Holyten

Holyten Pana chichachinja apa first born yatovepo kareI hate varume vasingade kuchengeta vana . Kutoendeswa Ku maintenance zvikutoreva akunetsa kusapota mwana wotoona mumwe munhu achisapota such rubbish nxa

May 17, 2023

We Apologise To Tinashe Maphosa Mukwenyi Batista As A Nation Takuziva Nhamo Yawakabata Namaitt Vachikushungurudza

We apologise to Tinashe as a nation.Waita basa takuzivawo side rako.Sorry zvenyu chikandamina.

May 17, 2023

Olinda Kushusha Tytan Kwaunoira Hona Mwana Kushungurudzika Kusvika Pakushaya Hanya Nelife Yakke Achibata Muswe WeZvikara Zvesango

Olinda unenge unonetsa Tytan iwe, shuwa mwana kushungurudzika kusvika pakushaya hanya ne life yake kudai? Obvious apo Tytan aitoti kusiri kufa ndekupi ahh dzora moyo Slender Chapel

May 17, 2023

Maitt Misodzi Ya Greatman Wawakatsotsa 1000usd Pamuchato Wapledger Ukasamupa Yopfuka Ndokunobva Dzimwe Mhepo Mwari Anoona

It all started paku belivisa Gire pledging 1000usd isipo.  Misodzi ya Gire yakasimba yave kukudzokera.  Lets gather here tiise sasi ya Gire arwadziwa ne 1000usd.  Ini ndakanzwa the wedding was supposed to be my bridge na MC Lolo ndaisavaziva.  Chiranga Mapenzi Bailey Smith Anabel Masibanda.

May 17, 2023

Ketina Onzi Ungati Inyana Regondo Hauge Wakaita Samaitt Isu Toti Ketty Chikuru Kupfekka Hembe Dzako Dzawatenga Nemari Yekushandira

Kerry an doreen vakapfeka zvemu wardrobe mavo  Chikiti akapfeka zviri pachidhori kitaura kudai  Mu wardrop hazvimo  Tangai magaya musati maposter  

May 17, 2023

Cousin Rose Dzikama Kani Hausi Blood Yamaitt So Zvese Zvawave Kutaura Rave Drama Nekuda Clout Ehe Tese Tozviziva Ane Mhepo Mukadzi Uyu

Munhu wese anoenda or kugara padyo nemunhu anemweya wakaipa sewa tete MaiT anosvika pakuzorora nepakupererwa . Vanoisa vanhu mu corner then expect kuti varambe vachinanzva shure yavo haa hazvibudi. Hakuna munhu ari normal anoti pese paasvika anokonzeresa zvakaipa . Ma cults avo arikurwiswa nemweya waMwari saka good luck to her dai Mwari avaitira nyasha .

608 609 610 611 612