Sunday, March 15

General News

April 06, 2023

Tonto Dikeh Nigerian Actress God Mother To Madam Boss Unborn Baby blesses Her With Expensive Gift Followed By Rue Samaz ,And Fungai Mtisi

Tambaiwo nevanhu vakarongeka seshamwari dzaMadam Boss ,Tonto Dike Nigerian Actress buya madam baby gift worthy more than 3000usd ,followed by Rich aunt American millionaire Rue Samaz whose gift worth 2000usd,followed by Doc Mtisi . Mwana wamadam Boss so far atone zvinhu worthy more than a Honda fit asati atozvarwa saka tichiti choose tour friends wisely,Madam boss is so happy she was showing of her gifts and prices on her instagram page.

April 06, 2023

Olinda Finally Gave Shema Mari Vanhu Vatombomubata Kwiyo Akatadza Neiko Kumupa Pasati Paita Drama Anongoda Kupushwa In Tates Voice

Olinda atozopa Shema mari yaje ye Gofund me mushure mekunge Shema atozobuda mutsinza nhoko zvinonzwisa tsitsi chokwadi nhamo ine nharo anga asingafanire kuita muranda pamari yake hope anochitengawo mota irinani. Olinda said "Thank you to everyone that made a donation to Shema TV go fund me I have handed the account over to her which raised over 8 000 ponds." Zvinotendwa tamirira Shema azouyawo achitenda

April 06, 2023

Vanhu Voti Joey Nyikadzino Kuhakira Wanyanya She Want to do Go Fundme For The Street Vendor Lady Who Have Been Trending.

Joey Nyikadzino we woman empowerment want to do Gofund me for the street vendor the lady who have been trending tese tichiti mavendor manyama .Hatione chakaipa charity kuita Joey atleast ava ndovanhu vekubatsira not mbavha Ana mai tt. But vanhu havasi kufara nazvo vakuti Joey akukopa Olinda and anongohakira pese pese.

April 06, 2023

Madam Boss Vobuda Vakashama Vachiratidza Mwiri Wese Panze Vapedza Vabva Vati Musauye Kuzondiraira Mapedza Kumadzinza Kwenyu Here

Madam boss seem not to be bothered bezviri kuitaira vanhu vatiti Mt life your TV late Ginimbi statement.Madam said "don't cone to my inbox and give me advice please. Mapedza kuraira dzinza renyu here makoti isilicon.My life your TV 📺 please watch please."vanyora izvi mushure mekunge vanhu vati musavadha mukadzi mukuru hazvina chimiro semaZimbabwea.

April 05, 2023

Fadzai Mahere CCC Spokesperson have been sentenced to 20 years in prison by Zanupf mafia vachisiya mbavha dzeGold

Fadzai Mahere member of biggest opposition part in Zimbabwe CCC which is led by president Nelson Chamisa have been sentenced to 20 years in prison. Just in Fadzai Mahere convicted of communicating falsehood about Zanupf mafia.the sentence should be appealed in high court of Zimbabwe. It is sad mbavha chaidzo dziri kuna munyika havasungi Zimbabweans we have to wake up really chiiko .

April 05, 2023

Mota Yezvitunha Ye Great Hope Ya Moreboys Munetsi Jackie Ngarandes Boyfriend Save Been Robbed Ichienda NeMutumbi KuZimbabwe

Zvinokatyamadza zvinoshura vanhu kuba mutumbi waibva kusouth Africa uchienda kuZimbabwe. The owner of Great Hope funeral pala Moreboys Munetsi ,socialite Jackie Ngarandes boyfriend said "prayers are needed,they robbed the family and our driver at gun point. They took money ,phones and deceased bags they are all traumatised at the moment. The vehicle is going to Zimbabwe with the deceased Nyasha kanhukamwe .the incident happened in N1 going to beitbridge Zimbabwe. 

April 05, 2023

Hondo ya Freeman Hkd boss na Seh Calaz mubhanditi mafans a Calaz oti Freeman gara pasi ndosaka uchinhuwa weti

Kohondo yema big artist emu Zimbabwe seh calaz and Freeman 🇿🇼 inopera here?I think as a nation we really need peace to rebuild Zimbabwe but zvaramba everyday hondo ye Syria 🇸🇾 yema celebrity. Mabhanditi seh calaz fan votuka Freeman hkd boss gara pasi ndosaka uchinhuwa weti siyana na calaz wedu pamberi na calaz mabhanditi all day everyday. Anyway let us know who is your favourite hkd or mabhanditi.  

April 04, 2023

Zanupf youth leader Mabrijo waTawaz oti ave kuda kuita ngochani

Mabrijo Zanupf youth leader babe ra Dj Tawaz ati haachade zvevarume hapanawo musikana anga munyenge here ,it looks like she is now tired of men including her social media Zanupf husband dj Tawaz. Any girl who is interested contact her on her social media platforms 

April 04, 2023

Zvekuenda ku Turkey for weightloss surgery muchazvirega people are dying

A 28 year old Scottish woman dies  during gastric band surgery in Turkey 🇹🇷. Shannon Bowe 28 ,died while undergoing the procedure which uses a band to reduce the size of the stomach. Vana vevhu let's always try and do natural ways to.lose weight lemon and hot water for weightloss might save lives 

April 04, 2023

Zimbabwean socialite Takudzwa azviuraya after announcing on twitter

Vanhu vakawanda varikuzviuraya muZimbabwe chikonero iri nhamo irimunyika nenyaya dzemujolo.Today a young man Takudzwa just passed away after writing on his twitter account "this user is tired maybe let me try some place new ,good bye mother earth 🌎" that was the late Takudzwas last words asati azviuraya. It is sad for the friends and family to moan their loved one in such a way may his soul rest in peace   

611 612 613 614 615