Mabhadhiti obvinza if Seh Calaz vachiziva zvavanoposta or zvazvinoreva mushure mekunge vaisa nation ema satanist or vanoita xve satanism. Zvonzi vanenge vachoziva zvavanoita here vakomana ava or vakatozviita zvesatanism zvema sure sure vachinyebera kudzungaira.
Fans not loving Enzol Ishal hold teeth hanzi Enzol kungoenda UK 2minutes munhu kwakutodzoka akutoiswa simba dzegold mumazino .imba hips houpu zvipere kana Uchida kuita sa offset wa Cardib .
Vanhu vanetsekana nemarriage ya Bee Wezhira "Guhwa I love you Bee Wezhira huya pano ndisaka uchihwandisa nhsi zvino mohwandisana kusvikepi nemurume wako pastor huya ungoti bvruuu bvruuu tihwewo side rako dai wakaenda hako kuna King solo wema pads shemu Huru.
Veduwe Shema urikupi Vanhu vakushungurudzika mushure mekunge vasingaone Shema since paakanzi apiwa 8k pounds .Senyika Tirikuda kuziva kuti mari yakasvika here zve chokwadi kuti vada rifambe munyasha. Or kana yakasvika akuitei nayo pamwe mari yakutodyiwa takasvinura sematemba Shema we need to know zvese zvirikuitika for next time .
Vanhu toting Shugeta acekuda kusvitesa Anna chibaby honde his long time lover mushure mekunge akungonyora ma qoutes and posting his new girlfriend. But Anna seem not yo be bothered zvake chimudhiniwe.
Munyori oti "uyu we silicone yeku amazon ngaachigara pasi enough hazvichanakidza. Kochakafuta apo chii kuda kunzi ane Church mukwimba beche here kikikkkk tikwanire iwe Tarisai hazvina hunhu wakuda kuita Samhosva manje kufumuka pa social media nekuda mari now you can't spend quality time Nemurume nemwana basa kungombeya nemimba kunge uchazvarira mustreet.
Tytan ba Olinda zvakubuda sweet manje zvino olinda zvasve kufuta futti .anyway makuenderana nanje pamakachata paya umm kuita zichembere nekamwana . 6 years later Haa zvakubuda bho manje hauchamboziva pane age difference inotyisa.
Vanhu not happy with changamire is peaceful fungai Mutisi hanzi "Honzeri ndiye uyunfiye ane ma key emarriage ya Tarisai aka Madam boss uyu.arikufurira zvino wedding madam anenge achingobvuma nekupusa.
Wakagonesa Bee ukanoroorwa ku jiam kune vatendi vane hana vasina guhwa said kuri ku zaoga Sda nyaya dzako dzese dzingadai dzakatonzi bvuruu bvruu nyika yse because ku Zaoga ne SDA kune guhwa rinodzipa chembere chaiko . But vatendu vemujiam natileta down zvakanyanya kushaya 1 ati arleta nezvemuchato makaoma
Olinda avekudzoka kubody yake yekufuta zvakare seeing her new pictures for munhu akabva konochekws Ku Turkey. Saka achaita sei nhaimi anodzoka futi here konochekwa munyori obvunza