"Baba naamai Comic Pastor they look gojasi asi mukadzi chibage uwe Comic Pastor huya tikupe ma babe manyama iwee Comic" . Comic Pastor fans said this Vodafone kucatsvagira vasikana manyama last
Mama Vee Dai uchitanga wafunga maskits akousati waactor imagine aunt tilde vachioneswa zvakadai kokuziti vana vanokufarira vanodzidzei.next time skits akadai pizza Mbuya piyasoni. Kana wakupinda Gudo zvakuita like ukukurudzira homo chingochani munyika . Fans not happy with Mama vee new skit .
High tea people vocomplainer hanzi "Olinda kowakati vip gift bags from bicester Village zvinyi izvi? Koiro bhodhoro 1 re belaire pavanhu 8 pa vip table after paying 160pounds for vip ?I love you but that was day light robbery mwana asingacheme anofira mumbereko.
Fans not happy with Mhosva mama vee Mushure mekunge vaita zvima skits zvekumamaa "mai kirifodhi sorry henyu ndakambokutukai pano tichiti ipai nama award kuna Mhosva. Now takunatsoona why asina kupihwa. Akamboita futi rimwe Ziskit achikwirana namazitigumu nhasi ouya zvake achievable sadza negambi ra handsome gudo nxa padi na mhosvaa.
Vanhu voshamisika mushure mekunge musikana waStunner Zim hiphop artist our 45 years old teenager Jayd nyaya dzake dzobuda dzekukwira ari sex worker ku Hillbrow southAfrica . Vanhu voti asi stunner kungonotora muti wemuzhanje wemunhu wese kuenda nawo kumba.
Vanhu voti olinda high wasn't all that yaita kusauka vanhu Havana kuenda it was low key chai from Tea hibvu to Tea ine lemon. Vanhu vekuchando support wo
Sisi Melly voti zvekurara pafunction bodo toda zvinhu zvinemorari mushure mekunge vaona high tea ya olinda yakaita kupora she said "High tea yangu yaswedeera ini zvangu guys pafeya I grew up in the ghetto and you can't take the ghetto out of me never. Zvinhu zvakangovata vata zvine kakubhowa Maya ndinoda vava voomzvekurara bodo pa function.make sure organisers tirikuzo spinnerand tirikuzonakirwa zvekusada kudzoka kumba.
Tinashe Mugabe anoita zvema DNA Test oudzwaa asaite zvinhu zvinokonzera mudzimba dzevanhu nekutaura mazita. Vanhu vanoenda kuma DNA musade kutamba nepfungwa dzedu baba voti mai vakati uyu oti zvimat xvikati mai voramba .makutijairira vamugabe musabvume vanhu vanouya pashow vachitaura mazita evanhu.
Nyaya dzese idzi dzave kubuda nekuti munhu achata zvonzi "murume wa Bee Wezhira akachata musi wa 22 August 2022 atorine mukadzi nemwana. Bee size yako iyo ungaende pabarika sure wandirwadza ndosaka wakatya kuburitsa wedding pictures na Sean remuchato urikuziva wapunza imba yemumweu mukadzi
Munyori oti "varoyi vekumasvingo vakaoma veduwe kudaa kuuraya sekuru vedu kuvauraira dzimba dzavo,hanzi mweya wasekuru wamga wakubuda shema TV azomhanya kuvhara muromo kuti usabude.