Thursday, October 30

General News

August 09, 2025

Muporofita Ouraya Mwana Achikwesha Nhova

Saka amai vemwana uyu atokanganwa mwana wavo ? 💔💔💔😭 vabereki ndatisadero shuwaMwana anga agara achirwara.       Asi rukurudziro rwangu kwamuri varapi nemi maporofita repai vanhu zviripamutemo muine matsamba ezinatha anoku miririrai matsa ZCA anobatsira zvikuru panguva yakadai ndopauno wona kukosha kwazvo ndatenda       Midzimu mugemenzi manje🤔 good skit though .Its a lesson Nhova ndiani ask Malo🤣🤣🤣.Mafuta is not recommended pavana please musapa vanamafuta 2 ma cups moda ambogara pai nekufinha kunoita mafuta chero mukamawanza mumuriwo chaimo

August 09, 2025

It's true hakuna chinhu. Kune mabhonzo asinga zari bepa rechingwa. Ndayi funga kuti Mary arikuvedzera 💔💔💔

It's true hakuna chinhu. Kune mabhonzo asinga zari bepa rechingwa. Ndayi funga kuti Mary arikuvedzera 💔💔💔🕊️ A Call to Prayer & Fasting for Nomsa Sibanda 🕊️ Honoring a Mother’s Strength. Standing with Her in Spirit.   Dear Family, Friends, and Supporters – near and far,   For the past two years, many of us have followed the painful and deeply personal journey of Nomsa Sibanda, the mother of the late Princess Shoko. It has been a journey marked by unimaginable heartbreak, sacrifice, and spiritual warfare.         As a global community, we watched and hoped, we stood by, and many gave support in countless ways. But the road Nomsa has walked – and continues

August 09, 2025

Zimbabwean Ladies Using lighting Creams Crying

Tipei zita re Pharmacy inopa mai Juju mishonga yavari kubikisa mafuta vachipisa vanhu tivharise Pharmacy iyoyokana kudzingisa basa munhu arikuvapa zvimushonga zviri kumenya makanda emhuri ye ZimbabweKana first ambassador webhodho akatiza akauya ku FeliGlow Skincare very good Idah the make up artist you're looking good          Adopted Son akunge bakayawe hove inemakwati yakacheneruka nemunyu 🤣🤣🤣🤣 ... maghost eku snake 🐍 family zvinenge zvidzoyi zvipadagu zvakakurira munhamo ... mota inoshamiseiko yamuri kutinyaudzira kana usina unoona         senge inoshamisa isu tikutaura zvemafuta imi makutora picture chimota chiri paroad chisimbori kana chake you think zvinoita kut tidzore t

August 08, 2025

Nicholas Zakaria has been admitted at Chitungwiza Central Hospital

Sungura godfather Nicholas Zakaria has been admitted at Chitungwiza Central Hospital as he is battling diabetes. Madzibaba once said his legs were swollen and was finding it difficult to make ends meet. Get well soon "Senior Lecturer"

August 08, 2025

Evangelica Sandie Angowanikwa Akadonha Anhongwa

  Let's hope vazo wanirwa help on time, kwahi vawanikwa vakadonha somewhere.         Vane number dzavo please check up on her kuti ari right here.Shame dai asingafambi ega zvaanoziva problem yake

August 08, 2025

Zimbabwean Man Zvakaitika kuRoodepoort While being transported from court, akakwanisa kutora pfuti akapfuura mapurisa ekuSA mavir

Afunga kusimudzira vamwe mhepo uyu. Zvakaitika kuRoodepoort on Friday, 08 August 2025. While being transported from court, akakwanisa kutora pfuti akapfuura mapurisa ekuSA maviri.         After that akatora mota yemapurisa and he used it to flee the scene and haasati abatwa. Zita anonzi Jabulani Moyo. Vanenge vamuwona tibatei or batai mapurisa ekuSA.Regai tidzingwe muno ngazvinyatsooma vanhu vabve muno         vachimhanya tinovaka yedu nyika ungati parikupisa kudai ndopowobura hombe yakadaro dzakakwana regai tiende kumushaKana jek chan haasati ayita zvakadayiWhen being transported you will be at the back of the VAN i think he's mates helped him escape

August 08, 2025

4th and speke and police yauya ichimhanyisa makombi and one of the kombis yabva yarova imwe mota

 So tiri pana 4th and speke and police yauya ichimhanyisa makombi and one of the kombis yabva yarova imwe mota haina kumira then the owner auya pavari and they are ignoring her as           if havasi vakonzeresa. Zvikuita like now as am typing, i can't take pictures I'm scared they will see me.

August 08, 2025

ku Mabelreign kune musikana abirwa phone + Mari nedress re graduation nevanhu vanga vane ka Toyota Spade ke purple Kane number plate AFX9391.

SAD💔| Ndarwadziwa guys. About 30 minutes ago, ku Mabelreign kune musikana abirwa phone + Mari nedress re graduation nevanhu vanga vane ka Toyota Spade ke purple Kane number plate AFX9391. Not sure of the amount yemari but matauriro ake, yanga yakawanda. Zvaitika along Sherwood near Stanelyhill Ave.       So this girl arikuti akwira motor iyi pane Truro (along Sherwood). Manga mune 1 mukadzi ne 2 varume. So bva munhu wese akutobuditsa Mari kubhadhara, bvapanzi pane chadonha, so musikana uya paari kutarisa ndobva phone yatorwa. Little did she know kuti it's a syndicate. Zvikanzi ngatiburukei titarise kuti chii chadonha. Pakudzika, she was the first, achingobuda kwakutorerwa plastic page ranga rine graduation dress, bvamota yasimudzwa."  &n

August 08, 2025

A City of Harare customer was left confused after making a payment in US dollars but receiving a receipt in ZiG currency.

A City of Harare customer was left confused after making a payment in US dollars but receiving a receipt in ZiG currency.             Haa ndarwadziwa...she cried and dai nyasha dzaMwari dzawanzwa kwaari ikoko musikana iyeye.

August 07, 2025

The ZRP confirms a road traffic accident motorist driving a Nissan Caravan kombi, with six passengers on board,

The ZRP confirms a road traffic accident which occurred on 06/08/25, at the 52 km peg along Mutare-Nyanga Road, near Pafiwa High School, Mutasa where two people were killed while eight others were injured.          A motorist driving a Nissan Caravan kombi, with six passengers on board, towards Nyanga collided head-on with a Toyota Corolla vehicle heading towards Mutare with three passengers on board.          The bodies of the victims were referred to Bonda Mission Hospital for a post-mortem, while the injured victims were admitted at the same hospital.

66 67 68 69 70