Hie I'm currently admitted at Parirenyatwa (MNMH) Mbuya Nehanda Maternity Hospital, the above pics are matoilets atrikushandisa, aiwa wangu ka, vamwe takungoshandisa mapersonal buckets uchinodira pafair ka, hazvisi healthy zvripaground, so 💔💔Isusu nyika yedu inotonyadzisa guys,,,busy vanhu kurwa vega,hanzi MaNdebele azoti hee MaShona azoti,,,chirikurwirwa chinemusoro hapana tese tikungotambura,takutongoitwa zvisekwa zve World yese ....Kudhara zvaidadisa kuhwa kuti munhu azvarira ku Mbuya Nehanda.Now kuzvarira kumba has become more prestigious than this death trapUnotobvako wanezvimwe zvirwere,asi vaye varidzi venyika pavainzi vaenda kuPare ko uku vakadiii kusvika nhandi
Congrats munin’ina ….. our 14year Zimbabwean student marry 36year old mother with 5 kids. moyo muti unomera paunoda 🥳 In today’s society, it is evident that women are increasingly prioritizing financial stability in their relationships. While I am not attempting to justify this trend, I believe that many men are struggling to find a suitable partner due to the influence of the 2000s. Many individuals recognize the underlying reasons behind this phenomenon, which is why many men are now marrying women who have children. This shift is largely because women of our generation are seeking partners who provide financial security and emotional support. It is important to acknowledge that this is not a reflecti
I’m not lying. Y’ll know me very well Kana ndichida munhu ndongotaura pachena why must I lie about that nhai? Handichamude he must stop saying Mallongende using my name for clout. TitendeðŸ‘Imagine thinking you trapped me🤰🤣 Boy I will leave you with the baby and name him after my brother. F.UChadii zvee chigunduru chiya
Roadblocks ese this week are requesting to see triangle reflectors. Hanzi fine, $30 Saka famba neFire extinguisher, 2 pairs of triangle reflectors, reflective vest, ne$5 paSide ~@Savheya_HappieFROM INBOX | For the past 2 days tirikudzikiswa mukombi nemapurisa eRuwa pakaBridge kanoyenda kuDamofalls from kwaGeorge. Isu sevabereki vanobva kuGazebo tinenge takwirawo kombi tichiti tikasirewo kubasa police yosunga kombi yacho tobva tanzi burukai pedzisai netsoka for the rest 2km peg kusvika kwaGeorge. Nezuro takazama kupawo chikumbiro tichiti hapana chakaipa kusunga kombi asi itaiwo tisiiwe kwatirikuyenda uye kudhuze nePolice camp yavo mobva matora henyu kombi vanhu vasiiwa. Zvikanzi nemapuris
Baba nemwana Wavo in the name of aqua. Thy kingdom of Zimbabwe comes Mosquito begging for Akwa via the blood of all suffering Zimbabweans. 😂😂😂
Savior Kasukuwere's subtle message to Kuda Tagwirei Hapana zvamotaura nyararai ndimi makakonzeresa zvese izvi namuGabe siyayi vapedzise zvamakasiya mazanu makatimamira kare nyika rudzii isisina mabasa maRoads mvura nxaaaTagwirei atori nani panewe kasukuwere waitouraya vanhu uchiba futi. Tiudze kuti imba yavakawaka bullet points proof mari yacho where did you get it. Usada kuita dzvene risina basa we know yu hatina kukanganwa. Yu are the worst person in Zimbabwe even munangangwa akabva we don't want to see you in Zimbabwe yu will pay for your sinsAnoda kutoitora kuita yake fr good. Anoiisa muhomwe soon. Vanhu vanoda mari wena. Vanayo vachiita zvavanoda nayo. Very so
Zvishavane – A Stallion night bus travelling along the Zvishavane route suffered significant frontal damage after it reportedly struck a nhoro (eland), causing panic among passengers but no immediate fatalities. Eyewitnesses say the accident occurred in the early hours of the morning when the large antelope suddenly ran across the road. “Stallion yarova nhoro kupinda muBus Zvishavane night bus,” wrote one witness who was on the scene shortly after the crash.Images from the crash site show the bus with a completely shattered windscreen, and heavy impact marks to the front grill and bumper. The collision appears to have caused the front guard rails to bend inward, a sign of the force of the impact. The nhoro reportedly entered t
Police in Masvingo arrested Tafadzwa Janyure Zivirenyika a suspect linked to a machete gang that terrorised villagers in Nyajena recently. The police linked Zivirenyika to 203 cases of armed robbery, murder, kidnapping, rape and MDP in areas like Mwenezi, Ngundu and Renco. ~ TellZimHave to be locked In jail without food and water then open after24daysBatai munhu uyo asabuda kangowanikwa anemhaka kujere straightDai wakapfumbira zvirinane chaurikugona hapana ziface rinenge ndive yenzou nxaaaTeam raramba kupera kumaraini kwedu kwaimbova nataguma
Facebook iyi muchaurayana kana kuroyana chaiko. Am watching zvangu but it's sadFelistus keeps breaking immigration laws ega and try to blame people. Who posts a whole lot of that shit products parading kuti I'm shipping. Ko kungoitira business racho mudende wozotengesa wasvika. Zvikiti zvichikuza Go Mura you are working very hardIs it true kuti Feli atorerwa stock yese? Madam Boss. Duzvi.There is plenty ways of making money pasina kutukana or drama…. Turn your passion and time Pa social media into cash…. Learn skills like Canva,chat gpt …Kutaura chokwadi vanhu 2 warikukonzeresa Kamuchacha ndi Tsveya naMasiziba. Vanhu 2 awo havadi Kamuchacha zvachose ende they just want to feed their tummy nothing else. Kungoti zvibonga
Gogo Msalady vakaenda paCamera vari musvo. Was it an ekcident or skit.Those noodles pass m lol i dnt want such things to traumatise my existence kkkWasn't she just saying the other day vanotoda kuburitsa mamwe manudhu neAvo I think it was intentional, but zvinohwisa tsitsi 🤢🤢My friend did that 2 days ago I was shy bro on tiktok I grabbed the phone fast and cut off the liv eWakamboona malive avo kuTicktock baba horror dzega dzega soo zvekuti vazoshama nhasi hazvishamise nekuti kuTicktock vanovhura hombe everyday🤣🤣🤣🤣vakati vangasare zvino nokuchembera ikoko vanoda kutorwerwa Fon chete movapa vaveright