Nekunaka kwakaita mallloti akunomitiswa nekamukoma Kaye apa kana kubvisirwa hakana ..busy kunyoperesa uchitadza kumboita zve future yako .ezvino music career yakutopera nenyaya yemimba. Apa unogara pamba pamai vako nekarume Kako ...unomudii Murume ano bleacher nhai MalllotiBut ndafarira kuti ane wake anomudawo iye achidawo mumwe chakakosha rudo ukarorerwa vanhu kana kurorera vanhu unochema mangwana happiness yako ndoyakakosha nekuroora anonzwisisa uchimunzwisisawo zvatoitika izvozvi ndozvakatonyorwa kuti Malloti Rose achasangana hulungende voyita mwana veseYaive paiko yazongobuda yatorembera kudai 🙄
IYOYI NHAMO - When the darkness closes in and the struggles seem insurmountable. Feeling lost and hopeless can be overwhelming. Iyoyi Nhamo is a song that resonates deeply with those emotions. "Iyoyi Nhamo" by Trevor Dongo is a heartfelt reflection on feeling trapped and desperate. The lyrics speak to the pain of watching relationships crumble, your efforts not baring any fruit and feeling like you're losing yourself in the process. It's a raw and honest expression of the darkness that can consume us when we feel like we're running out of options. Watch: https://youtu.be/wqLFh8SrToE?si=0PWVVVGGrXjeiwKn
CAPS United Coach Lloyd Chitembwe had to be escorted out of Rufaro by Zimbabwe Republic Police officers as fans were baying for his head after losing 2-1 to Ngezi Platinum Stars. 📹 Darlington T GatsiAchirohwerweiko munogona bhora hre makazorigona riini madofo madzetse aya,,isu takarohwa nezuro takarova coach hre bhora mutambo uyu rinotenderera😂😂😂😂Stupid Chitembwe. Him vs 100 angry fans who will win.Ngaasiyane nazvo zvibhora izvi ari opondwaLloyd Chitembwe muguy mmmm, he comes out to angry crowd kuti taurai tinzwe. Mmmmmm maguy epaChitownwhy was he trying to reason with angry people 🤷🤷he was just supposed to get into his car and leave!!
In the past 12 months, Zimra collected USD$ 6.1 billion. Of that amount, Usd$ 2 billion went to Wicknell Chivayo .
Roora Day Engagement gone Wrong Mukadzi Osimudza Murume
Zimbabwe yosarirwa nema ARV e 3 months mushure mekunge Trump azvivharisa kune vanonwa mapiritsi a Zimbabwe Gets Three More Months Of ARV Drugs After Trump Cuts Off US$200 Million Funding Zimbabwe must find local solutions” – Foreign Minister Foreign Affairs Minister Prof Amon Murwira said Zimbabwe should not rely on foreign aid. “Every country has the sovereign right to decide how it allocates aid, and Zimbabwe must respect those decisions. Just as Zimbabwe can choose to support another country and later withdraw that aid, so, too, can others. We cannot complain when they exercise that right.” He stressed the need for domestic funding:
Madam Boss poses for a picture with Nyaradzo Group CEO, Mr. Philip Mataranyika.Not a good hug to someone's wifeZvimwe hazvichadi kana wachembera wachemberaChiuno icho chanyanyisa! Kuita kunge tsambarapfuta so? Tsambarapfuta itori nani because zviri proportionate...kuita sezingizi here?Ndokuti zvidiiko kubva zvadai zvozodii haaa pressure go kill us shame one thing l know is tinongofa zvorovaMhofu vakaramba vakanyarara mukadzi anovhunika uyo ,hazvichasekese manjeUnnecessary pressure haaa she regrets
Tiri kutopfumisa umwe munhu tichiti ndiSonja izvo ifake account ....zvanzi naSonja she is not on facebook lets report and unfollow all facebook accounts akanzi Sonja L MadzikandaTiri kutopfumisa umwe munhu tichiti ndiSonja izvo ifake account ....zvanzi naSonja she is not on facebook lets report and unfollow all facebook accounts akanzi Sonja L Madzikanda
FROM INBOX Honai zvatasangana nazvo paNandos yemuna Samora muHarare nezuro, green bomber inside. Vanhu ngavazive. Nandos iri pana Samora Mutare road,142 Samora Avenue. The manager offered us free meals and begged not to expose them. You took the meal and still exposed them, iNhunzi yaManager here?? Nhunzi inongopinda payada, hapana restaurant isina nhunzi. Pamwe ndiwe wakatobva nayo kumba ukaiisa imomo, u cant be trusted. KuNandos tukutozoenda..
VADZIDZI vepaMutare Teachers’ College vasingagare pakoreji iyi vobatira hana mumaoko nekuda kwemumwe murume ari kufamba ari musvo uyo akatobata chibharo mumwe wavo nguva pfupi yadarika.Murume uyu anonzi anenge ari musvo akavhara kumeso kwake ne’balaclava’ kuti asazivikanwe. Izvi zviri kuita kuti vadzidzi vepakoreji iyi pamwechete nevamwe vanhu vemuSakubva vagare vachitya. Mutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira nyaya iyi vachiti murume uyu akapindira vamwe vadzidzi vaviri vanoroja kuChinyausunzi, kuSakubva nguva pfupi yadarika. “Nemusi wa29 Kurume nenguva dza11:30 manheru, vadzidzi vechikadzi vaviri (mazita avo tinawo) vaive