Tuesday, July 01

Politics News

June 19, 2025

Nyati Manager Banabasi Marambire Tell Wicknell Stop Giving People Cars

Sir Wicknel may you officially announce that you have stopped giving cars because this generation yatokanganisika. Zvatove fashion kukumbira and hazvichanyadzisi. Believe you me, i know what i am talking about,  ku inbox kwangu hakuchaiti ,kukumbira chete chete. Zvekuzovika palukumbira mari yekunoroora chaiyo, rent etc. Manje rent inodiwa every month ka, saka kunenge kwava kutokumbira every month.  Sir Wicknel ndimwi makatanga nazvo, please chiisai full stop vanhu vadzokere mo working mode.  

May 26, 2025

Muimbi Mukuru Mushure Mekunyora Kuti Muchaungana kouya Message Yekuti Afa

Hello friends, I'm sorry to share the sad news that Acie Lee passed away today after a night in the hospital. I might be unavailable for a while, but you can reach me on 0782006265 if needed.   If coming kuzobata maoko these direction may come in hand ..   Fhose who might need to come from town kungokwira dzinoti N.O.P MAKONI wosarira paZvipoto          From Boka MaSteps ... jus drop off at PaZvipoto as well ... or drop off at C junction then board tumota tunoti pa Try Again you'll be closeMy journey without you won't be the same.. Acie Mwanakwaye come back bros...why now...do I have to lose my family and bury you all in 2025...brother😭💔💔😭         😭😭💔Tarasikirwa

December 06, 2024

Lorain Guyo Arikudyiwawo Nechikomba Cha MISS V CANDY Pamrewa Apo

UKANDITOKONYA UNOPAMAMA CHETE    NDIRI HOMWE YENYIKA INI , GIVE ME SOME RESPECT .       Isabel Mazarura Sweeety wangu FEEL FREE , VHURIKA HAKO , YU ARE VERY FREEEEEE , NDEPAKO PANO❤️❤️❤️❤️Murume uyu ndomuziva ihure anoenda kana ne 3 ma gerofurendi achirara navo vese .pavashandivake vanomu driver pane aitombodya Loraine🤣🤣 todziziva nyaya dzacho paMrehwa apo       MURUME WEMUNHU AKANHUMBURISA MISS V CANDY IS TATENDA CHORUWA THE CEO we SKY CLASSICS !!!           HE IS HAPPILY MARRIED WITH 5 KIDS but VAKAPA MWANA KUNE MUSHAMARARI WE KUWAIRESI STAR FM !!!!   STAY IN YOUR LANE & I STAY OUT OF YOUR BUSINESS PERIOD.   KACHIMUTSA NE DAKO KE

November 06, 2024

Pashata Apaa Ma1 Aya

Musauya kuseri, nyaya ngaivhiiwe pano because your pipo keep harasin’i me saying I’m lying about the affair          Ok hamuna here pic murimu boat iwe wakarumwa bottom lip?  Tell me that pic doesn’t exist then I will shut up and apologize.

August 02, 2024

Mike Chimombe Ofenda Zvakare Mujeri

BUSINESSMAN Mike Chimombe has dissociated himself from Juluka, the company in the eye of a storm in a fraudulent deal over street lighting in Harare, and has refused to be placed on remand. Chimombe and his accomplice, Moses Mpofu, appeared before Harare regional magistrate Stanford Mambanje after indications that they were going to seek the recusal of the  presiding officer magistrate Marewanazvo Gofa.             Chimombe’s lawyer, Arshiel Mugiya, told the court that he had instructions to oppose prosecutor Anesu Chirenje’s application to place him on remand pending the finalisation of investigations. “Chimombe is opposed to being placed on remand because there’s no reasonable suspicion that he committe

July 24, 2024

Pane Adzoswa Ku Airport Dublin Ku Ireland 🇮🇪 Uko Mhepo Dzasimukaa😳😳😳😳

Pane Adzoswa Ku Airport  Dublin Ku Ireland 🇮🇪 Uko Mhepo Dzasimukaa😳😳😳😳      

June 13, 2024

V11 Wicknell Chivhayo Is Innocent Vavengi Vake Use Deepfake AI Kuda Kumudongedza

V11 Wicknell Chivhayo Is Innocent Vavengi Vake Use Deepfake AI Kuda Kumudongedza     AI generated videos, called deepfakes, are challenging our ability to tell what is real and what is fake, empowering bad actors to spread misinformation. Deepfakes are also being used by scammers to steal money and personal information    

May 14, 2024

Nick Mangwana From President Office Voti felistas Anoitei Na President Mnangagwa Iye Bestfriend Yake Tom Jones Iri Wanted Ne CIO Nekutuka President And Zanupf executive

Nick Mangwana From President Office Voti felistas Anoitei Na President Mnangagwa Iye Bestfriend Yake Tom Jones Iri Wanted Ne CIO Nekutuka President And Zanupf executive                

April 28, 2024

Video Robuda Maitt Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi

Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi                 Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi.Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi

February 09, 2024

Greatman Oudza Sir Wicknel Chivhayo Ndipeiwo Wheelchair Izvi Zvave Zveupenyu Not Majokes Atinombita Aya Aiwa

To me this one is like i own a car,ndikashaya this one pangu pandiperera nekuti ndiwo makumbo angu iwaya.i’m now dreaming this as my third electric wheelchair,andisati             ndamboimba hangu kuma rallies eZANU PF kwete nekusada asi andisati ndambodeedzwako. Nhasi ndauya kwamuri Sir Wicknell mukandibatsira ne this gift it will help me survive for the nxt 3 to 5 years nekurerutsa mutoro kuvabatsiri vangu.           Hama dzangu help me kusvitsa chichemo izvi zvava zvehupenyu kwete majokes atinomboita aye. Take note this wheelchair is not for luxury but is for life or death

1 2 3 4 5