Friday, April 26

Politics News

September 15, 2023

Chiziviso Zimbabweans In Zimbabwe Munhu Wese 7 October ONZI Agare Mumba We Demonstrate Hatichada Zanupf Nyika Yaenda Kumawere

‼️‼️‼️‼️Chiziviso Nyika yose yeZimbabwe🇿🇼 Hazvinei kuti uri we Zanupf. CC.C. Mwonzora  UZA UANC etc. kana mamwe mapato andisina kudoma nemazita. Musi wa7th October 2023 Nyika yose ikuratidzira chikonzero isu taimira nemusangano kuno kuGokwe, Masvingo, Mutare, Kwekwe, Zvishavane Guruve, Mvurwi, Mutoko, Murehwa Chinhoyi, Karoi Kadoma Shurugwi etc asi zvaitwa nava           Mnangagwa zvaratidza kuti azviitira iye kwete Zimbabwe nokuti hazvireve kuti munyika hamuna vanhu vanedzidzo yakadarika vana vembwa iyi here vedu.‼️           The whole entire family yatora zvigaro. Uyo aitwa Vice Finance Minister asi asina chaanoziva akarwa hondo kupi zvavanoti nyika

September 15, 2023

CCC Supporters Voda Tatelicious Ati Sorry Mushure Mekunge Apumha Chamisa Kuti Ndewe Zanupf Vanhu Vakatsamwa

Open letter to Tatelicious Christopher karigambe baba Tanya whatever u call yourself::         I come in Peace, but usiyane naChamisa, haanei newe, unorotomoka chaizvo uchitaura zvekwausina kuswera, vanokusekerera ndovanokukanganisa, unotaura kuti Chamisa is Zanu pf, heee arikudya neZanu pf, heee aregerera Job Sikhala, unoda kuti aite Sei?         CHAMISA haana kurambidzwa kuenda kuuChikurubi here? MaCourt emuZimbabwe unoaziva here? Indava uchitaura shit about Chamisa? Haisi mhosva yako. Pfungwa dzakachekwa pamwechete nemasvada. Kana usingade kupindurwa siyana naChamisa           Gadzirisa Jojo tank rako, waiseka Olinda hezvo nhasi rako rave Zijojo tank chairo.kana wasvotwa huya

September 12, 2023

Kuda Munangagwa Akatombosungirwa Nyaya Yekuba Mhuka Muzimbabwe Poaching Zvino Mari Zvayo Ingasara Zimbabwe Is Munangagwa Family Business

This boy Kudakwashe Mnangagwa was imposed as SEC President at Lupane University just 2 years ago…we understand the youth quota but hey….finance needs someone who understands a bit of numbers       The 600000 aren't part of the ownership structure of ZANU PF. They're just like football fans in a stadium, their presence is enough...So out of all the           600 000 ZANU supporters the drone was showing us at each rally, they could not find a deputy minister of finance and tourism?Zimbabwe is his father's game park    Zimbabwe is his father's farm ...and that magistrate is one of his father's employees          ZimDaily He is positioning h

September 12, 2023

Zanupf Strong Party Of Evil Barbra Rwodzi Tourism Minister Uyu Akauraisa Vakawanda Including Murume Wake Verengai Zvizere

Barbra Rwodzi, the new Tourism Minister threatened a senior police officer after calling him a dog for simply doing his job, the whereabouts of the police officer are unknown. Her husband who was contesting elections as an Independent died in mysterious circumstances, ran one of the most violent campaigns in Chirumanzu, threatened her opponent Patrick Cheza with a gun before getting him jailed for no apparent reason           . Cheza is languishing in remand prison. For all this, she gets rewarded with a cabinet post…You can't be a true patriot without a messy record ,otherwise you will sell out when squashed bcoz you got nothing to loseEvilness is what makes Zanu pf a strong partyChinhu chedu!! Kwete che Zimbabwe!    

September 12, 2023

Munangagwa Son Kuda Is Now Deputy Minister Of Finance Vakutoita Zimbabwe Tuckshop Tekumba Kwavo Macitizens Takangonyarara

ED’s son Kuda Mnangagwa is the new Deputy Minister of Finance. The exact reason they removed Mugabe claiming he wanted to make Zimbabwe a family affair…They remove Mugabe saying we are targeting crimals around Mugabe with this shit dramazChinhu chedu!! Kwete che Zimbabwe!           “He also named his son Kudakwashe David Mnangagwa as deputy Finance minister, Barbara Rwodzi as Tourism minister and his side luck Owen Mudha Ncube as Midlands provincial minister.       He also named his nephew Tongai Mnangagwa as deputy minister.”   #MUCHADURA!!Ministry of Finance is one of most powerful cabinet portfolios after the presidium...

September 12, 2023

Honourable Hwende Vokumbira Ruregerero Mhuri Ye CCC Handichanwe Futi Or Kubata Chikafu Muparliament

Nezuro Honourable Hwende vakakumbira ruregerero kumhuri yeCCC nenyaya yavo yekumwa mvura muParliament         Once again izvi zvinoita kunge majokes untill your doctor tells you kuti wava neCancer It's better to be paranoid and safe than to be too trusting and die           Minimise your exposure to any potential Zanu related danger  Please CCC cdes takurai food yenyu zvese nemvura yenyu Zanu Pf irikuda 2/3 majority muParliament umo           By Elections are loading,,don't render yourself a victim    We love you cde Hwende   RIP Morgan Tsvangirai,Patson Dzamara,Tamsanqa Mahlangu

September 12, 2023

11 out of 102 Mnangagwa Kids Nyika Is Being Looted Nemhuri Iyii

ED is believed to have 102 kids - here is a ‘fraction’ of them..Thus y he can't be a Leader he spend most of his time under women's garments...11 out of 102 Mnangagwa kids.           So the whole country is being looted by one family,in other words Zimbabwe is his private company.Truth, I knew ED from Gweru and had many kids there and girl friends.             ED is a man who doesn't know what love is ?We should just organise ourselves and go into the streets peacefully and prepared to die for a cause.,,..or let's hold our silence and mama in silence coz takavata mu brain

September 12, 2023

Zimbabwe From Mugabe Family Nation To Munangagwa Family Tuckshop Zimbabweans

ZIMBABWE PRIVATE LIMITED COMPANY😭😭😭🇿🇼we allow a lot of nonsens3 in zim now a country family bussiness       From Mugabe family nation to Mnangagwa family nation         ED’s son Kuda Mnangagwa is the new Deputy Minister of Finance. The exact reason they removed Mugabe claiming he wanted to make Zimbabwe a family affair…     The great difference between these two couples is that. The previous couple was educated than the current one. PHD holder 😂😂😂😂   They remove Mugabe saying we are targeting crimals around Mugabe with this shit dramaz

September 09, 2023

Varoora VekwaMunangagwa Mukadzi Wa Emerson Junior Kushungurudza Maid Wavo Akaita Nekuonda Haapiwe Zvokudya Nezororo Mhuri Yakashata Moyo Iyii

Hallo! Hallo! Maid wevaroora veku the Croc family akufamba akapfekwedzwa nyufomu yechimadhumbe kuma functions 😏😏         Zvakaoma yangwe zvikandzi ari pabasaHaiwawo zvimwewo kunyanya ,varikuti aripabasa do u mean akapfeka hembe dzake ku function anenge asiri pa basa?motooneka vamwe venyu kuti amugarisane nema helpers,kuda kuganira chirungu paDenga           apa she looks exhausted apa kuonda wonzi ziuniform vane hutsinye vanhu ivava apa ivo they are well dressed kukundwa naTyra kugona kuchengeta mai Bee .           Ndofunga kna chikafu havatopihwi vanotengerwa hupfu negallon rematemba type iyi hamusi kuizivaKungoti vanhu vanosiyana veduwe vandaishandira vaitondipa

September 09, 2023

Thokozani Kupe Akaisirwa Poison Yakauraya Tsvangirai Paakaenda KuDam Na Dambudzo Zvinoshamisa Zvinotyisa

Imi dzidzai chinhu one vanhu ve CCC musangodya pese pese ZANU ndiro basa rekuponda vanhuZanu inozviti ndeye ropa ,amai vakatamba e wrong friends but dai mwari vawabatsira .         i remember vari ku farm vachipa hove food vasikuziva kuti ivo ndovarikupiwa food inopedza maspotS he is one of those vakaisirwa poison paya look at joyce mujuru it's very sad,get well soon mamiCancer yanga yagara iripo zvayo pana madam Kuphe .             But gore riye rekuenda kumadam efish naMunangagwa akatopihwa more poison kafira mberi. E D ndiye Satan mupenyu arikurarama paZimbabweyes we have political Differents but kana munhu achienda Go though something           Hatifane k

1 2 3 4 5