Monday, May 06

Politics News

August 18, 2023

Zimbabweans Few Days Left Let's Support Chamisa Zvitinakirewo Tatambura Senyika Hondo Ndeyedu Chamisa Atorine Mari Dzake

Mukomana uyu nyangwe akasahwina or kuhwina nhamo inewo uyu ndi lawyer ane ma investments ake , ari kutoitira iwe neni kuti tigare mushe wabata , Munangagwa ari kuitira kuti team Gold mafia rirambe richidya mahure awo achitenga ma G wagon ,fashion and photos every day         Ma admin e Mk thank you neku approver ma posts ane chekuita ne nyika taneta ne nyaya dze ma socialites dzisingatipe futureLife yake yakatochinja mukomana uyu,akachinja kwekugara ,chikoro         chemwana wake aa kudzidza pa one of the top schools in Zimbabwe which he never thought could afford. Mukoma aa ne a fleet of cars,top of the range zvaanga asina kumborota kuti angaite,ndosaka achidonhedza wese anenge achida kuita contest for the same positi

August 02, 2023

Harare Girls High Zvinotyisa Zvinoshamisa Muhostel Moonekwa Box Rine Munhu Akafa Namatirai Vana Venyu

USED COFFIN FOUND IN A ROOM AT GIRLS HIGH 02 Aug, 2023 - 00:08 MYSTERY surrounds a used coffin found in a room at Girls High School in Harare. This has caused serious concern and confusion among education officials. The coffin was found by district education officials who forcibly broke the door to the room in question after Girls High authorities had refused them access.   There are now ongoing investigations to determine when the coffin was placed and by whom.   No reports were made about it and it is yet to be disposed of.   Questions are now focusing on the following:   What happened to the body which was in the coffin?   When was the room closed and by whom?   Why were some former staff members visiting the

June 30, 2023

Thomas Mapfumo Hanzi Zimbabwe Yatove Personal Business YeMhuri yaMnangagwa

Chimurenga music icon Thomas ‘Mukanya’ Mapfumo has slammed Zimbabweans for allowing President Emmerson Mnangagwa to turn the country into his “private company”. Speaking at a press conference in the United Kingdom over the weekend, Mapfumo urged Zimbabweans to rise and revolt against Zanu-PF whom he accused of looting the country’s resources. He cited the Al Jazeera “Gold Mafia” documentary which exposed the looting of gold from the country by people close to President Mnangagwa and his family. The “Nyoka Musango” singer said he will only come to Zimbabwe to perform his last show when a new government elected by the people gets into power. “I will have my last show in Zimbabwe when a new government of the people is born,&

June 21, 2023

Vanorakidza Kusafara Zvavo Mukadzi Wa Vp Chiwenga Akahodha Kupi Zvivindi Kuchata Nababa Ava Nezvakaitwawo Mary Kusiiwa Asidina Mabody Parts Congratulations

Vakadzi vanozvihodhepiko zvividhi🤣🤣Vakadzi dei makudo aiva nemari ,vamwe taivaona mumiti ,ladies they dont learn uyu munhu imhondi iyi ,munhu ashungurudza mkadzi akamuberekera vana chinozomuchinjisa pane uyu chii .Vanhu ava varikuwirirana here ava?Ko hairstyle adii kuiswa pushback asabve anyanya kureba kudarika mutungamiriri wenyika.Hazvina chiremerera kuita kamurume kashodhaya.

June 10, 2023

Pokello Onzi Hazi Pabarika Usazvinyepere Mhuri Yekwa Munangagwa Haidi Kana Kukuina Even PaFamily Gathering Or Zanupf Rally Zvayo Especially Amai Auxilia

Kana uchizvitemba huyaka kufamily gathering, barika ripi racho haubvumidzwe kusvika mumhuri.Ndati kana uchizviti uneyese huya kana kurally zvako uone zvauzoitwa namhamha.Wakabira muninina waPaloma best friend yako mbinga yake ku South Africa ukapotsa waurayiwa akunongedzwa nepfuti newife yacho. Kuti uvhure shop wakakwirisa Pound, Mimba dzako dzese kuteya varume Baba vaNathan vakaramba kukuroora usanyepere vanhu pano ne ghost rako iro. Maministers manganai akakusvira iwewe Jan to Dec ?Jnr wakamudyisa mushonga but these days zvirikuita zvichipera. Wadzingwa kangani kumanson iwewe? How many times gara zviya? Kuita kuzvifosha pamurume wemunhu. Ndati huya kufamily gatherings if you are officially second wife.

June 09, 2023

Seh Calaz Wainyepera Senge Usingade Zanupf Uchituka Sauro Nhasi Wakupembedza Dzikama Iwe Chii Chaunodzidzisa Vanhu NezveZanu

Waiita kunge uri Gud fighting kuti Sauro wat wat bt waitodawo attention ku musangano tokuzivai mukuru hunhu hwenyu bt itai zvinokuitirai musave guilty we all knw zvauri since kare    #sellout1/3 Calz said  "Politics is a game of numbers,ure spending more time attacking vanhu nekuvatyisa than kuvatendeutsa educating them.My mother was a politician big time ndakakura ndichiona vanhu vaiuya kumba ,vachiudzwa zvakanakira musangano, ma advantages,ma benefits,kwakabva musangano nekwauri kuenda ,encouraging vanasikana,vakomana,amai,baba, sekuru,mbuya ,munhu wese vamwe vachitovafambira ,mudzimba ,vainzi vakapanduka vaitovanyengerera vadzoke ,Involving them vachivaisa muma structures emusangano,vasina ma birth ma id vachibatsirwa kutora why ?Because every vote counts.Po

June 09, 2023

Zimbabwe Presidential Candidates Vamwe Vane Mashavi Ekupedza Time And Resources Kasukuwere Is There To Distract People

Vamwe vane mashavi ekupedza time and resources .I can only see two candidates.the rest is dramaKasukuwere I think his coming juss to distract some of Zanu pf supporters ,don't arikuitira zvekuti awane chimuti

April 14, 2023

Gold Mafia Gold Smuggling Ewan Macmillan Said Do Not Trust Any Black Person Do Not Invest With A Black Guy They Tell You Lies This Is A Man Who Have Made Millions Through Zanupf

Gold Smuggling criminal Ewan Macmillan Said "do not trust any black people "This is a man who have made millions upon millions of dollars using his connection in Zanupf political leadership.  Ewan said "don't invest with a black guy they will tell you lies "  EWAN uses Zanupf links  for his criminality but amotongoona kuti havatembeke matsotsi 

April 14, 2023

Zimbabwe Loses Gold Worth Usd $165 Million Every Month Eubert Angel Caught Calling First Lady Proposing To Move Money Using Their Plain Or Private Charter

Discredited Ambassador at Large Angel has been shown in an explosive clip from Aljeezera English him calling Zimbabwean first Lady Auxilia to move money using either the president plane or private charter flight. In the clip the first Lady ask him to speak to the president.The whole system is corrupt  Zimbabwe loses gold worth 165million usd every months from Smuggling  Tax and royalty revenue are lost resulting in hospitals without basic medication or hospital equipment. Saka Semazimbabweans tichaita sei???  

April 11, 2023

Hopewell Chin'ono Not Happt With Nelson Chamisa's Party CCC Job Sikhala Arikuwora Mujeri Mhuri Yake Irikutambura Makangoti Tuzu

Daddy Hope is not happy with how Nelson Chamisa over the arrest and walfare of his family who are suffering and living off walfare from well wishers. Daddy Hope posted the following on his Twitter. NONSENSE! Your party has failed to even help @JobSikhala1 who is rotting in prison. His family starves and have to live through well wishers. His kids fees has not been paid, and you come here on Twitter to grandstand posting useless messages. You deceive the foolish not me!

4 5 6 7 8