Wednesday, November 26

Vese varikuti vakabirwa mari naVecco vanga varimuSouth africa batai musikana uyu anemari inoita 68000

kune Vese varikuti vakabirwa mari naVecco vanga varimuSouth africa batai musikana uyu anemari inoita 68000 rands yanga ichigara muAccount make surname yemusikana uyu ndi #Vurayai kana kune vanomuziva mutsvagei momuendesa kumapurisa vanhu

 

 

 

 

vowana kubhadharwa mari dzavo uyezve munoenda neproof inehumbowo hwemari yamakasenda chokwadi mari dzenyu munodziwana kumusikana uyu ndoanemadhiri oseIro ndiro Babe ra Vecco ..chero hake muface wake

 

 

 

 

aimbokwira vakadzi vepano pafacebook achivapa ma 1000 rands ...But Baby rake airida hake...vaye vakadyirwa mari madii mambomubvunza pamwe ndiye akachengeteswa mari dzenyu muface wake haana kana kobiri makamunzwa metico achiti asisina kana dhora...mari yakatoendesa botswana yanga itori yevanhu vakamuita setup.Baby rake rinonzi Blessing Masocha

  • Share: