Mukomana Ane 16 years ...auraya Amai vake kuchipinge...kutaura kudai abatwa akuda kutiza kuenda joza...hanzi akabva akaromba kujoni...akarombeswa
nemurungu vake...kubara uku zvatofanana neuyo Adina zvake Mwana...kushinga hr Kuuraya Amai vako nekuda mariiππππ