Aiwa sandie anotamba kani plus akachenaAkazenge abvisa bhutsu yuwii ko apushirei muxana uyo zverough nhy anga asina kumuona hayas uyu
kuvhengedzera haadedzwe futi uyuKana uine nyama dzakawanda hazvizoda kushama try kuvharawo wopfeka zvino vhara nyama dzaka rembera idzoAsi vatete va Sandi matozomba makaoma moyo shuwa chiurunyurai veduwe honai
akuita seanopenga veduwe musauya muchiti wazvitorepi ndi Sandie akadaro kuti Tete vake ndivo vakanuroyaNxaaa ndopaunoona kuti mweya yemadzinza yakashata iri pamwanauyu,,zvinongomugara obva vatoshayabkuti chiiMbare kwainakidza