Tuesday, May 06

Arab countries is a no go area plz ladies Honai Saudi Arabia

Arab countries is a no go area plz ladies l berg youSo nyaya iripo yakamira yakadai pane murume anonzi Wilsan anoita basa reku recruiter vakadzi mazimbabwean ane group rake achizviti anotsvakira vanhu mabasa ku saudi arabia unongoziva nezvakaita nyika yedu people are desperate so munhu unenge uchitoda kushandira mhuri muface uyu anotengesa vana vevanhu

 

 

 

 

 

kuma Arab vobatwa rough vachishungurudzwa kana tamuudza kuti tiri kushungurudzwa otituka kuti heee inini ndakatokutsvakira basa so now l don’t want anything to do with you vamwe varikutogariswa muma store room nevarungu vaakatsvaka iye so iye haadi kuti munhu aite complain nekuti akatodya mari anoziva kuti ukati unoda kudzokera kumba munhu waanenge atsvagira basa achati give me back mari yangu so anoita make sure kuti atsikirira isu ma zimbabweansUyu manje don’t use him as an agent he is verry rough

 

 

 

anokuda kana usati wasvika kuno ku saudi anochenama zvekuti dhuuu akakutuka unokangamwa kuti he once bagged you once abhadharwa haaneyi newe he move forward nebasa rake chakekutora mari zvekuti iwe wazopindana nedzipi he doesn’t care

  • Share: