Ava hamusi kuvaziva imi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Zucker wakati parira tava bhoo zvegore rino. Mazimba imwe kondendi yedu soo kaYuwi pakati pemakumbo kunge
pakapisirwa zvidhinhainini mari yazuka yacho ngaindipfuure zvangu, chii ichochi kkkkkkk hapana kwatiri kuenda senyika