Thursday, April 18

Cat Family Confused Why Mai TT Not Invited To Zodwa 50th Birthday Party

Social media has been going crazy excited about Zozo's birthday party. But members of the cat family are not happy that their mother was not invited. See comments below.

Ko kuzosiya Mura chiiko newe Zangarewa?
Sure nefiriro  yese iye Mura wasiiwa zvakangooma sure 
Dzokera hako Kuna Patricia Jack we class Yako ana zozo vanonyatsoda ma real mbingaress not ma  I wanna be 
Ko best friend ya Mercy Johnson yakokwawo here ndoimwe handina kuiona ikoko 
Zangarewa anenge achitokusekai vasikana kuti handisi Ve class yenyu

Haana kumbobvira akati ndewe class yaZozo...inga anotaura pachena kuti akamboshandira Zozo na boss G ari cleaner inga wani...

Muraa aizotanga kupemha sepamarooro ake. Rich people havadi zvekungokumbirwa kumbirwa Mari dzavo
 

Hahaha 😂 🤣🤣🤣🤣 pane imwe true inorwadza munhu tamba newe zera rako hauite BP

Ku birthday kwaidiwa mbinga dzema shuwaldo kwe vanotamba ma round

Uyu kupaparika too much. Mari haina noise

Haana kumbobvira akati ndewe class yaZozo...inga anotaura pachena kuti akamboshandira Zozo na boss G ari cleaner inga wani...

One sided associations are heartbreaking and that ugly frock Mura was wearing

Guys so you think kuti vanenge vasinawo zvekuita nelife yavo here vachingomirira kusheedzwa kuma functions of course they might have been invited but vanewo zvimwe zvavar Kuda kuita if you are invited to a function it's allowed to say No kana usiri kukwanisa munhu anokunzwisisa so bvisayi mentality yekut mukaona munhu asir pa function moti haana kukokwa imika how come to you

  • Share: