Sunday, May 31

CCC Supporters Voda Tatelicious Ati Sorry Mushure Mekunge Apumha Chamisa Kuti Ndewe Zanupf Vanhu Vakatsamwa

Open letter to Tatelicious Christopher karigambe baba Tanya whatever u call yourself::

 

 

 

 

I come in Peace, but usiyane naChamisa, haanei newe, unorotomoka chaizvo uchitaura zvekwausina kuswera, vanokusekerera ndovanokukanganisa, unotaura kuti Chamisa is Zanu pf, heee arikudya neZanu pf, heee aregerera Job Sikhala, unoda kuti aite Sei?

 

 

 

 

CHAMISA haana kurambidzwa kuenda kuuChikurubi here? MaCourt emuZimbabwe unoaziva here? Indava uchitaura shit about Chamisa? Haisi mhosva yako. Pfungwa dzakachekwa pamwechete nemasvada. Kana usingade kupindurwa siyana naChamisa

 

 

 

 

 

Gadzirisa Jojo tank rako, waiseka Olinda hezvo nhasi rako rave Zijojo tank chairo.kana wasvotwa huya kuinbox.

 

 

 

Taura zvekurara nezvigunduru kuSweden uchizvipa muzvezve. Nekushandisa zvino Dhaka.

 

 

 

 

To be honest wanoteera tatelicious vanhu imimi munosemesa imagine following munhu ari weak ,anosemesa kudaro akasiya mboro mubin nxaa ukaona uchitera tate pfungwa dzako dzinoda kutoborwa

 

 

 

Admin :That's freedom of expression regai ataure muonero wake, munozoigona here democracy yacho kana muchirwadziwa ne zvishoma izvi, pamunotuka munangagwa maakudzoserwa munoti moda democracy, regai munhu ataure zvaanonzwa kuda muono unosiyana

  • Share:

Info News

Workers’ Compensation Law: Supporting Injured Employees

Workers’ compensation law ensures employees receive benefits after workplace injuries. Legal guidance helps workers navigate claims and secure compensation.

rnrn

Keywords like “workers comp lawyer” are high CPC. Content should explain rights, benefits, and claim processes.

rnrn

Providing clear information improves trust and SEO performance. This niche attracts consistent traffic and advertiser demand.

rn

Solar Energy & Renewable Solutions: Sustainable Power Options

Solar energy solutions help reduce energy costs and environmental impact. Adoption is growing due to incentives and awareness.

rnrn

Keywords like “solar panel installation” have strong CPC. Content should explain benefits and costs.

rnrn

SEO-friendly guides attract homeowners and businesses. This niche continues to expand rapidly.

rn