Pakaipa πππΎβοΈ Snake under grass anenge aaku mhanya mushiniApa atonani madays ekuti Snake under grass ayitonyanya kupenge hanty K
uZimbabwe munosekerera mapenziIye anga agara akakwana here.....vanhu vanonyora zvima headlines izvo munenge musina kuti kwesere nemiwoUyu anga agara akashota kubva kudhara same same na, Silent killer
kungoti muZimbabwe munosimbisa mapenzi too much instead of helping them Aitomhanya mshini asati ava kutrender sad reality for maghetto yutsInga achingopenga , just maifunga kuti ma funnies