Sunday, June 29

Chabvondoka Ku ZRP Mapurisa

Roadblocks ese this week are requesting to see triangle reflectors. 

 

Hanzi fine, $30 

 

Saka famba neFire extinguisher, 2 pairs of triangle reflectors, reflective vest, ne$5 paSide

 

~@Savheya_HappieFROM INBOX | For the past 2 days tirikudzikiswa mukombi nemapurisa eRuwa pakaBridge kanoyenda kuDamofalls from kwaGeorge. Isu sevabereki vanobva kuGazebo tinenge takwirawo kombi tichiti tikasirewo kubasa police yosunga kombi yacho tobva tanzi burukai pedzisai netsoka for the rest 2km peg kusvika kwaGeorge.

 

 

 

 

 

Nezuro takazama kupawo chikumbiro tichiti hapana chakaipa kusunga kombi asi itaiwo tisiiwe kwatirikuyenda uye kudhuze nePolice camp yavo mobva matora henyu kombi vanhu vasiiwa. Zvikanzi nemapurisa tatokusungayi nekuti murikupikisa mapurisa. We are concerned as a community kuti this is affecting our relationships with our Bosses.

 

 

 

 

 

Vigai chitupa thanksZvimapurisa zvemuzi ndezvekumama izvo zvinonhuwa musuri WeinjaIsai zvichemo izvozvo ku PGHQ pamwe pamwe ma road block iwaya anenge asiri pamutemo ndeekuda kungotora mari kumakombi nekuti pasina nguva munoona kombi iya yatosiwa asi imi matamburaHatina freedom munyika medu

  • Share: