Saturday, April 20

Comedian Mai TT Voramba Kuti She Is Working Basa ReDhodicom KuEngland

Comedian Mai TT has broken her silence after social media socialite Tatelicious and others claimed that Mai TT  was in the UK working shifts taking care of Machembere in the UK. Rumors were saying UK based rich Aunty Mai Mazoe had given Mai TT a job to work as a caretaker for old people. Mai tt posted the following message denying the rumors.

Were is Fely were is Fely hee carework heee wat hee rose 😂😂😂do you think Rose is my keeper 😂kokandakavharirwa moda ndikuudzeyi kwandiri kuti zvidii???

TUmbwa 😂

 Mashows aunoita kubva November 2022 kusvika March 2023 unenge uchi maiitira ani, iyoyo Rita ndiyo yaungagarira 6 months mhiri? Why uchida kuzviita Makhadzi anoita mashows from January to December? Hona manje wapindawo mudhoticom iwe waimbove mbinga yaiti “sit down hauna mari ndokuchengeta nedzinza rako rese”. Usafurirwe nambada uyo kunzi ndokutukira Gurundoro coz Queen hamumbofi makavagona she is always 10 steps ahead vano kufumura mulibrary imomo wakatemba. Luck raMadam Boss rinobva mukusatuka ruoko rwunomu feeder, haudzidzi uri mhuka rudzii?

Zvimwe zvinhu zvamunondiita muchandipisa mapepa muchifunga kuti muchandidzingisa tikaswera takupesana kuiwo mabasa enyu amudayi kufunga kuti ndimi mega munofanira kugara muno 😂be careful what you wish for . 
I might just stay in Uk 🇬🇧 if I think proper 😂😂😂keep bullying me .

  • Share: