Thursday, July 03

Davson Dube Uyu Parikutsvagwa Hama Dzake Ku KwaZulu-Natal

Hie paneo hama iri kuno ku Newcastle kwazulu-natal anonzi Davson Dube he is in hospital since before akaitwa hit and run nemota so haachagone kutaura,

 

 

 

 

seems like he lost a bit of memory, zvimwe anoziva mbichana hameno kuti mungakwanise kundiisirao here pa platform penyu pamwe hama dzake dzingamuzive

 

 

 

 

 

Kumusha akambonyora pasi kuti Nyanyadzi hameno kuti ndiko here, akambonyora futi kuti Justin Dube na Stembiso Dube we think ndidzo hama dzake that he remembers

+27788838414

  • Share: