Monday, January 26

Driver na Hwindi kubatsirana kurova Passenger anga achida change yake. 

WATCH | Chiiko chakadaro? ' naHwindi kubatsirana kurova Passenger anga achida change yake. 

 

 

 

!Somtyms i blame ma passengers be organised gara wachinja mari yako usati wakwira combi kn bus izvi zvinobatsira iwew kut usanonotswe kn kupihwa change yemari dzaktsemuka...bt in somtimes mumwe anokwira nezimari rinoda change kana

 

 

 

 

aakudzikira murod anoti ndoda yakakwana kn pasina hpan kwamukuenda mnje bhoo hre pamunhu aripabsa rakewoI blame ma passengers ma stupid big time vanhu two vanoshungurudza vanhu 18 haaaa that's why Varakashi vachiita zvavanoda they know cowards are made in Zimbabwe .Mahwindi anekamwe kakujairira ini mumwe nezuro kutozopotsera bhodhoro

 

 

 

 

kuda kunditemera mwana dai asina kujamba nhasi iri imwe nyayaNgavasungwe avo, mahwindi mazibully kunyanya veMutare buses pana 4th. Apa mapurisa do nothing since vanhu vaka complainer. Ngavatsvagwe vasungwe.

  • Share: