Murora mukuru wekwa Mnangagwa akushandisa gas kubika.Asi imimi muchishandisa magetsi mazviona ka kuti first family vanoto saver mari ..But kitchen dai machinjirwa maisirwawo dzako mazuvano
Kitchen haina kundifadza kudarikwa neya Mudiwa hood aiwa kitchen ngaichinjweMai ruva havasi pa competition nemunhu vanoita zvavanoda ivo zvinofadza moyo wavo vasiyana nemi ma fans ema hure
anoitira zvinhu kuda kuwonekwa nevanhu ndokusiyana kwenyu?Ende mai mwana mandipedza. Nhasi ndimi muripamapoto. Bika my dear bikira murume ndewako asambotye iwe Ndoku bigger. Love you alwaysThis kitchen needs upgrade with the money yavanayo