Wednesday, January 14

Face yake inoratidza humbavha .Ukangoona wanzi ndidzosere mari ibva watoziva kuti imbavha

,ndauyawo pano nekuchema kukuru maererano ezvakaitika nezuro kubasa kwangu,ndoshanda paecocash ska pane murume akauya achida kuita send money ye $800 akatonditambidza mari ndikaitarisa ndikaona zvese zviri correct,ska pakabva papinda mumwe akaty ukuisa mari uya akaty $800 uya akapinda ndopaakaty kut munhu atore

 

 

 

 

$800 ndoisa marii ndikabva ndamuudza according to ma charges e ecocash saka mumwe wacho akabva ati handei toitira kumberi ne iinbucks saka ndakabva ndatovadzosera mari yavo atanga kuuya uya ndopaakabva ati mira ndiwedzere 10 ingoiswa iri $810 mari iya ichibva yadzoswa bck kwandiri ???ipapo ndopandakairasa coz handina kumbofunga kutarisa fut mari iya nekut ndaingoty ndabva kuitarisa vachibva vabuda kuenda saka mamutsiro

 

 

 

avakaita mota akandivhundutsa kutarisa mari kudai wanikwe mapaper ndati ndishare nemi king ndosiona muchibatsira vakawanda pano munhu uyu anonzi Blessing Kurebwatira number dzaakati akuda kusendera dzaive dza Fellistas Temba dzinoti 0788516621 muswere musheUkangoona wanzi ndidzosere mari ibva watoziva kuti imbavha ?‍♀️?‍♀️Face yake inoratidza humbavha .

  • Share: