Facebook iyi muchaurayana kana kuroyana chaiko. Am watching zvangu but it's sadFelistus keeps breaking immigration laws ega and try to blame people. Who posts a whole lot of that shit products parading kuti I'm shipping. Ko kungoitira business racho mudende wozotengesa wasvika. Zvikiti zvichikuza Go Mura you are working very hardIs it true kuti Feli atorerwa stock yese?
Madam Boss. Duzvi.There is plenty ways of making money pasina kutukana or drama…. Turn your passion and time Pa social media into cash…. Learn skills like Canva,chat gpt …Kutaura chokwadi vanhu 2 warikukonzeresa Kamuchacha ndi Tsveya naMasiziba. Vanhu 2 awo havadi Kamuchacha zvachose ende they just want to feed their tummy nothing else. Kungoti zvibonga ukazvionesa zvinotanga kukutuka. Instead yekuti waudze vanhu 2 awa to stop because acharamba achinya ndikamuchacha apa anenge akwereta mari iwo hawamupi kana cent zvaro.
Ana Mai Chisamba, ana Mai Charamba must do something nevaviri ava because hazvichaite ba honestly hazvichaite without picking any side..ngavavatore vagare navo pasi privately umwe neumwe odurura zviri pamoyo pake voregererana umwe neumwe oita zvake... They must know kuti they are different.. umwe neumwe shines differently also ma talent anosiyana. Vese vanopisa but vanopisa differently
.Ndosaka zvichinzi a private life is a happy life kune hundreds if not thousands varikuita the same business quietly and making money, why does she feel the need to show the world zvaanohodha nekutumira she could have done all that quietly wozongouya achiita advertise her finished and branded products zvaingotengwa futi wani