Saturday, September 13

Hapana Anopinda Mutown Mangwana Kune Hondo Chaiyo Shut Down Zimbabwe Geza Signal

Comrade Geza Voti Vanhu Va Mnangagwa Varikuita Mhirizhonga Zimbabwe 🇿🇼 Kwatabva Ndokure Mnangagwa Arikuenda Rambai Makashinga Muri Pa Shutdown Hapana Anopinda Mutown Mangwana Kune Hondo😳😳😳👏👏🇿🇼🇿🇼

 

 

 

 

 

Bombshell Viva Cde Geza Oti ZIMBABWE 🇿🇼 Shut Down Yakabudirira Zvigananda Zvirikusungwa Vakatumira Ma Bus Ku Muzarabani Kuisa Vanhu Mu Harare Chitsotsi Chavo Takachibata👏👏👏👏🇿🇼🇿🇼🇿🇼

  • Share: