Sunday, March 01

Hapana skit yakadai Aliyah astra

I Aliyah astra???hazvina kupera mushe zuro …. iwe weshora

 

 

 

Haaa theo nekwavanga vakamira uko varikuratidza kutya kukuru kuti vaigona kungodhaiwaKamukeda ako kari toxic ndakambozvitaura vanhu vakati time godo…Hapana skit yakadai

 

Winky D At Nama ??

 

 

Kune vasina kunzwa chirungu cheGaffa. Varikuti ivo ihomwe yevanotambura. Vacharamba vachiimba nhamo dzedu dzatinosangana nadzo mazuva ose uye varikukutendai zvikuru nekuramba makamira navo kwenguva yakareba kudai.

  • Share: