😱 Harare solomio kune mwanasikana ane makore gumi nemashanu saka akawana basa ku Harare achibva mutoko akashandira mai vane mwana umwechete ,namai vemwana uyu vanoti mwana akanzi nemurungu wake ndoda aende kuchikoro achishanda hako ,akatanga kuenda kuchikoro ,mwana akaudza mai vake kt pane pandakazonzi nemurumgu wake usabata umu
,mushure mekuti murungu akafonera mudzidzisi wemwana uyu kuti amutore pic womutumira ,mudzidzisi akatora pic akatunira murungu wemwana ,murungu akabva atumira kuna mai vemwana uyu pic iri,asi mwana akaona kt kabag Kaye kainzi usabata umu kaive kasisasiwa pasi ,asi kakazosiwa akati regai ndione
kt munei akavhura akaona mune ka box kadiki mune pic rake jira dzvuku dema ne bute pic rakabaiwa ne tsono,uye nechuma chitsvuku nechitemaHurombwa hwazara munyika veduwe ko kushandisa mwana weumwe hanziiNdatya....ndokwakabvawo Mai ju ka uku kkkkk