Hie
I'm currently admitted at Parirenyatwa (MNMH) Mbuya Nehanda Maternity Hospital, the above pics are matoilets atrikushandisa, aiwa wangu ka, vamwe
takungoshandisa mapersonal buckets uchinodira pafair ka, hazvisi healthy zvripaground, so 💔💔Isusu nyika yedu inotonyadzisa guys,,,busy vanhu kurwa vega,hanzi MaNdebele azoti hee MaShona azoti,,,chirikurwirwa chinemusoro hapana tese tikungotambura,takutongoitwa zvisekwa
zve World yese ....Kudhara zvaidadisa kuhwa kuti munhu azvarira ku Mbuya Nehanda.Now kuzvarira kumba has become more prestigious than this death trapUnotobvako wanezvimwe zvirwere,asi vaye varidzi venyika pavainzi vaenda kuPare ko uku vakadiii kusvika nhandi