Monday, May 12

It Ended In Tears Peter Dhewa Moyo and Carol

Hiii kana chiri chokwadi pakaipa Caroline is good people 😢 😭 😿 😢 😭 

And Kuna makoti zvekutorevesa on a good note ,ndakaona hangu ma post uchiratidza pane chiri kuku stresser ,advice from your tete love your husband

 

 

 

zvekuti but my advice tone down kungoti my husband, my husband this you were overdoing it lately and people will use it against you especially vanhu pasocial media 

Inini I'm one person anotaura hake chokwadi kuvanhu vandoda but vakawanda they get me wrong...Men will leave you in a desert without water eg wakaona zvakaitwa anie DiBia na tuface

 

 

 

 

aingoti my husband my husband achimira newake murume but hona zvazvakaita ....mude streki but ton down you were over doing it !!

Peter tone down as well my brother muroora wedu munhu anonamata anokuda zvine ruzha even ukaonekwa waka gadha bere anongomira newe dorega kutinyadzisa nekunyadzisa muroora ,you trending for wrong reason lately.  

 

 

 

 

Yours faith full tete tjAkuudza they are waiting ndiani ko kana zvikuramba akati mwana anosimbisa mrg ndiani mutauri uyukaI would go back amereka for good kusiya mabishu eafrika iniShe blocked me ndamuti obviously someone was cooking for Peter while you were in America 😃Whoever akatiudza kuti

 

 

 

 

Pastors or Prophets life yavo iri perfect akatinyepera Carol is jus like any of us kungoti she has a spiritual power yatisina but that doesn't mean haawanewo ma problems inga vanotofirwawo wani vazodziwa ava?

It is well Mai Dhewa this too shall pass💕

  • Share: