Vaimbove daddy vako vanogona kuzoita soul mate yako futi. Karma doesn't exist kana mazogaraIni ndinorwadziwa nestand yedu yekuwestgate yatakatengeserwa na Kasi nxaa, Tikazoitorerwa zvichinji akaitengesera vanhu vakawanda. During those days me and my husband worked so tirelessly sezvo taive tisina mapepa.
Takaisa cottage and and after 5/6 years another person came claiming it and demolished our cottage. We couldn’t fight him back as we were locked here tisina mapepa to go kuzim kunorwisa nyaya iyi. We lost this stand which we suffered for and paid a lot if money to Kasi. Pastor “Fake Kasi “Mwari ave nemi nezvamakatiitira.
Regerai ndikuudzei kuti misodzi yedu haikupei zororo, . Sei hana yenyu isinganyare kusvika ipapo. Chinyi chamunoparidzirs vanhu nhaimi baba imi vana mbavha imi mukadzi nemurume nxaa. Rimwe gore muchazofungahenyu kuti dai makadzosera vanhu vamakabira. Mwari havasi benzi huye vanoona. ✌️Pathetic
Karma exist muri kuziva here kuti daddy vakatorerwa ma passport ne mhosva dze fraud vari kuZim . Karma akavasvikira hamusi kuziva chete . Isu very England takazvinyarara hedu.
Iyv apera kuonda kuita ka hembere kani uuuum she's going through alot ndakakwira naye ndege muna May achibva ZimKarma has favourites uyu but Ivy ambumba hake she looks older than the man yet she is younger than him