Mukadz uyu anogara kuKambuzuma chikomba kwamurombedzi
Saka michiur@w@ vakadzi pane vaona vaviri ava chilazana nhopi kumaHuswa ukuoooo
Social media yakapenga unosara wosvika kumba murume atoona nepawadyirwa nhopi ?????
Mukadz uyu ngachirega Kusvika kumba kwake angoenda kwavo straightIf u failed your wife isu tinomusvasvanga
.hatinei newe Pasi nevarume vanoshungurudza vakadziNdambozama kutarisa amai avo becz kuKambuzuma ndokumaraini veduwe mutsanga imomo.ko kana uri worumwa nemyokaKkkkk Saka smile inemuface uyo ndeyekutoguta bota hre