Savior Kasukuwere's subtle message to Kuda Tagwirei
Hapana zvamotaura nyararai ndimi makakonzeresa zvese izvi namuGabe siyayi vapedzise zvamakasiya mazanu makatimamira kare nyika rudzii isisina mabasa maRoads mvura nxaaaTagwirei atori nani panewe kasukuwere waitouraya vanhu uchiba futi.
Tiudze kuti imba yavakawaka bullet points proof mari yacho where did you get it. Usada kuita dzvene risina basa we know yu hatina kukanganwa. Yu are the worst person in Zimbabwe even munangangwa akabva we don't want to see you in Zimbabwe yu will pay for your
sinsAnoda kutoitora kuita yake fr good. Anoiisa muhomwe soon. Vanhu vanoda mari wena. Vanayo vachiita zvavanoda nayo. Very soon ari kudira mota mumaprovince imomo. Maoffice achingopera kuitwa marenovations. Apedza ipapo anenge ave kumusoro ukooo