Tuesday, March 03

Ku Gweru Dani ZRP Confirms She Is No More

KuGweru kune mukadzi arohwa nemurume nesando mumusoro akafa nhasi, zvakaoma unotoshaya kuti vanhu vapindwa nei

 

 

Stanley Muzenda mkoba 6 shops Ndinonzwa kufara chose mubairo wechivi ndirwo rufu vanodya vanhu mari vapedza vanenge vasimude vakuda

 

 

 

 

vamweZvakaoma hazvo kuurayisa munhu asina mhosva, zorora murugare hako DanYah ma1.but i feel kana munhu asisadi anoda kusiiwa.kuuraya solved nothing but kuve pa Run thts if achiigona asingagone kwatove kupinda in custody.ane vana kwatovekutambura for wat Joki??hazvipereri ipapo waisa ngozi mu dzinza vana vakomana vakutonetswa ne mukadzi we ngozi.

 

In short even kurivera munhu chinhu chake its a red flag we shld lrn to move on,ey is more to life kuti munhu haachade akumapa umwe makumbo ake it cn be a reason for u to cut ur life n rob ur children to good life iwe wapindq mujeri.

 

 

 

 

Vakadziwo dzidzai kuzvishandari hustle not kuve too smart to work muchapera kuremadziwa or kuuraiwa kana kutoroiwa chaiko nekudya mari dzevanhu mogurunura njuga zvamukuita izvi

 

Kotiwo lets not date ese broke ladies

  • Share: