Thursday, May 15

Ku Swaziland Hazvina Kumira Mushe Kurikuchemwa

Hanzi raridza mhere kuSwaziland uko rikazvitira weti 🤣🤣🤣 fake document renoshanda paMandava kwete kune dzimwe nyika wangu unofira mujeri🤣Shuwa Jekecha kuda kuyenda America ne ma fake documents 🤣🤣

 

 

 

unonyadzisa mfana unoti kurima mbambayira here kuZvishavane🤣🤣Ndine kamwe kamufaro kandiinako ndiri kuda kuimba ndiudzeiwo kuti ndobaya papi peAudio kkkkkk ndimboimba pano

  • Share: