Mhosva yangu ndeyokuti handina kumbogara ndaita murume kubvira mandiziva that's why nhasi yaamhosva kuonekwa ndichikiswa.
Munoda murimi muchidzidziswa kukisa nokuti ndimi vanhu but ndikakiswa ini ndakunzi zimbuya risingadeserve kiss.
Vose vanondituka mamai enyu havararwe here nana baba venyu, saka ndomuwanepi we zera rangu asina
mukadzi. Chamoda kutiona tichidanana navarume vavanhu ,plus Dai maiziva kuti munhu uyu haambosiri mudiki zvamofunga .Ndisiyei ndiri kutevedzera Dr 's prediction hanzi ndokuti musana upore and wakatopora zveshuwa.
Tinogwara nokushaya zvakakwana muropa.