Sunday, September 14

Madamboss Vojamukirwa Nema Fans Iwe Une Murume Ari Ku Europe Unodya Zai Ne Bavon Woda Futi Kukumbira Varombo ziwe Tipe Mari Hatidi Hatisi Kuzokupa

Hanzi numbers don’t lie 👏👏👏🙏

 

 

 

 

1,6 Million followers ndokumbirawo dollar Dollar dakutogadzira go fund me ukanyara haugwaze mari ndikutoida guys ah . 9 years ndiri mu industry let’s celebrate,dola pamunhu 🙏🙏🙏thank you in advance.

How do you go about it ,Ndigadzirirewo 🤪🤪

Olinda Chapel

The Queen of Peace

 

 

 

 

 

 

 

 

People cant organise a go fund for our hospitals konzi bvisai ma dollar for munhu ane zvese?lets not be self centred zvakadai!I think it's wiser kuti imi madam boss mupe mafollowers enyu $1 each. To show your gratitude.

 

 

 

 

 

Or rather go do charity work ku orphanage,ndizvo ndinoonawo mamwe masocialites ekune dzimwe nyika achiita when celebrating #give to the community

  • Share: