Monday, May 12

Mai Jeremaya Kwazoipa Manje Zvanyukurwa

Hamba kahle Maiguru , tokuwonai madzoka mumastreets. Parizvino munogona kufa nedepression maudzwa kuti hee hee maka pinyurisa bhinzi 2 bhobho.

 

 

 

 

Imboporai muriku manishoni kwenyu uko, the streets are ruthlessMadam Boss dont lie the event didnt have a good turn out on ticket sales , ur now embarrassed to attend ‼️‼️‼️‼️‼️‼️

 

 

 

 

Tyra soka unoona kunge vanhu vakazungaira hake. Iyezvino yasandurudzwa nyaya yerape yacho awona hake kuti vanhu vamuumburudza mumasteets🤣🤣🤣🤣Thayiraàaaa zvauuuchifira mahara nhaiweeeee mwana waRoisi

  • Share: