Friday, April 19

Mai TT Vakuramba Kudanana Na Blah Gidza After Vaona Marriage Certificate Kuti Murume Wemunhu

Mazuvano I’m focusing on restoring wat was stolen from me . 
Kundiona ndirimumota nemunhu doesn’t mean ndodanana navo. 
Handina history yekuita zvevarume vevanhu 
Ndingori ne history yekushandiswa nevarume kuti vaite mari vondisiya. 
This has taught me to take my time and focus on myself than opening my heart to be wounded over and over again. 
Musandione ndichisekerera I don’t even know how I do it .

  • Share: