Thursday, March 28

Mai TT Vanetsa Pa England Kuba Murume Wemunhu Blah Gidza Vane Mukadzi Nevana

Mai TT in married man drama, looks like Mai TT is at it again this time she is trying to steal a married men from his wife and kids see her posts below.

Ukaramba murume, omudzingira panze omunyima bonde gorerose , anongonotsvaga kumwe otomitisa ororazve iwe otanga kufurufusha mukadzi uye arorwa, vosiyana zve, oendazve pamwe obvongodzazve. Anozokunyengera joki risingajaidze oriitira dzungu robva rakutensera rokumamisa pamusoro pazvo.

Batai varume mushe mudzimba umo otherwise unozongogarira vana Murume ane zvitumba kunze .

Opedzisira wangobatirira bepa baba vakatama kare.

Usapedzere shungu kune anyengwa haana zvaanoziva, sungirira imbwa yako yawaimbodadira ikazoenda kwayaipiwa sausage.

Onamata kuti Mwari chindidzorerayi imbwa yangu but ukaona imbwa yaita vakadzi 2 after iwewe otongogarira vana unongoionawo painouya kuzoona vana. Nekuti idzo imbwa dzamunoti imbwa idzi dzinoda vana vadzo sterek .Unozongosara wakabatirira mamessages akudhara awaimbonyengererwa.

Ndatenda.

  • Share: