Sunday, June 22

Maitt Voseka Rufu Rwe Hanzvadzi Ya Madamboss

Senyika tisati tarara ngatingotsvagei munhu anobatanidza madam boss mai titi ketina vave NE peace Tosvikepi vanhu vachirwa kudai .mamwe ma celebrity ekune dzimwe Nyika akabatana mufunge ekwedu kuundurana kwega🙏kana makasununguka huyai ndikubatanidzei hanguK

 

 

 

 

 

ana otukwa zvima ominion xvouya zvichiti ndiye adenhwa ,unotoona kuti iteam zvigure iri ,kamashoko kekusvotwqNgavangorowane zvipere kakatowana vanopanana respect

 

  • Share: