Thursday, June 26

Marwadzo Aya DJ Olla Apetwa

The Legend Of Broadcasting Oscar Pambuka Ojamuka DJ Sparks Don’t Compare Me To DJ Ollah Inyama Compared To Me 💔💔💔🥊🥊🥵

 

That's what happened when a journalist from Temu interview the real JournalistI have known Oscar Oscar Ndaba Pambuka for a long time and all I can say is never ever put him on the same sentence nana Olla.

 

 

 

 

 

 

1Never everWagona Oscar,idzimbwa hapana chadzinoziva Basa Ravio nderekuswera kutaura mazita evanhu,mahwindi akangowana mukana wekutenga ma camera 📷.Koiye anofanira kutaura nyaya yake asina kutaura mazita evamwe, anoda kungoti vanhu vavengane, Oscar Pambuka aigona zvisingaite asi zvenguva ino Ollah tomuda, nyaya yekumboenda kujeri yakati timbokangamwe asi parizvino Ollah arikupisaWhy uchibvunza mubvunzo Uri

 

 

 

 

obvious even Ola anozviziva Kuti pambuka muhombeHe is very correct, iye atora kuiswa naRubbie… zvokwadi ana Rubbie vahombe kwaari . Iye muhombe kuna OllaDon't compare munhu nema worms. Pana ollah you can add zigo yourself and other 2 Kuti mubate level Ra pambukaOlla na zigo makafanana hpna zvamunoziva hamuna direction 

 

Oscar ndibaba pavanhu vese1

  • Share: