She deserves what she is going throughTarisai kwakabvira nyaya guys munhu gutsikana nezvaunazvoIye paakasiya shingi akarwadziwawo sakaiye now ndiye avepanyangaKarma ndozvaakaita pana shingi vakadzi ngatidzidze kubva ipapaIye aimboda
kuurairei murume ndiikoko chihure hachidi uripamurume makorokoto VP chatai makasununguka hamuna kudzinga munhu makawana aenda nekuziva nhau dzake