Friday, September 12

Mashura Kumariro Kwana Lulu

People Makaseka mariro a sekuru gudo kwa Madamboss asi zvatasangana nazvo kumariro ababa lulu tapera power kupihwa sadza ne mufushwa zvisina kana mafuta.

 

  • Share: