Saturday, May 04

Mashura Mai TT Votaura zvekufa Kwavo Hanzi Ndoda Box ReWhite Munhu Wese Anofanira Kupfeka White Parufu Rwangu

Mashura Mai TT Votaura zvekufa Kwavo Hanzi Ndoda Box ReWhite Munhu Wese Anofanira Kupfeka White Parufu Rwangu 


 

 

 

 

 

 

 

 

Moziva hre muci wamunofa hre nhai Mai Titi. Mapirits amumusoro. 

 Unofitwa ne short hair usatedzere vanhu vanopenga

I'm not scared of death but I'm scared of living my son in this crazy world, thuts my worry

 

 

Mai tt kaaa😂😂🤣🤣titori vanhu boe tozongoshaudha vanhu vanoonererwa chete As much as we are afraid of death but we can not run away from death 💀 Ever since my lil brother passed away handichatye rufu. Ndonzira yedu tese

  • Share: