Sunday, April 19

Mello Zodwas Daughter,Girlfriend Ya Denzel pakashata

MELLO SORRY HAKO WAUYA PLATFORM ISIRIYO: Mwana auya zvakanaka akati ndirimutsva pano nditambireiwo zvakanaka ,vangotaura zvisizvo tosungisana akabva ati jokes.She sounds so sweet asi iiih welcome yaapiwa yacho ,handifungi anolaster .Vanhu vepaFacebook

 

 

 

 

makamboitwa sei? Murikuda here kudzimba uko ????.Mapisiro amaita mwana wembinga uyu ndapa kutenda hangu.Only less than 10.comments out of 250 something welcomed her .Vamwe vose manga mungori kuguma nekumutuka.Pano panoda vakarwa Hondo haa ve soft life wandirai kuInstagram nekutwitter asi

 

 

 

twitter inoda dzinodhonza otherwise unopamhanya fti.Welcome yawapiwa iyo Mello ndozvepano izvozvo every post saka wotojaira .The best comment ever " hanzi guma ririkusheedzera kuti pasi nemhandu "?????? ndafa

  • Share: